Scandals

September 22, 2022

Mai TT Ndakatukirwa Musikana Webasa Nevakadzi Vaida Hembe Dzavakanzi Ndatenga NaOlinda - Akabhadhara Ndovapa Hembe

Good morning fam had a lot of women calling and coming to my house hanzi zvanzi tipiwe hembe naOlinda. Handisati ndapiwa mari yacho as soon vandipa will give you mungazotange kufunga ndapiwa mari ndakuramba nemadress no. As soon as she gives me the money I will give you some women vakasiya vapopotera my househelp hanzi tanzi tipihwe hembe dzabhadharwa kudhara . Ndikangopiwa will give you. Thank you .

February 19, 2022

Tinashe Maphosa & Mai TT Accused Of Giving Tatelicious Makuhwa Ekunyepa

The Streets Are talking and everyone is accusing Mai Tt & Tinashe maphosa of giving Tatelicious fake stories about Madamboss. See posts below. Feridhongo toziva ndiwe wagadzira ghost kunopa Gurundoro guhwa rekunyeba.Kwana wanzwa hatisirisu takati unonhongana nemashura asekuru ava vaneface inenge yakarumwa nenyuchi uchitadzawo kuwana murume musvinu saNgoni.Siyana nemarriage yaTyra wanzwa ita zvemhuka yako iyo yaunotofamba nayo murima nekuti pafeya chaipo anomakisa kufamba naye mustreet.Zvasiyana naNgoni wekutiwo pavanhu unonongedzera nemufaro kuti uyu ndiye murume wangu.Wako uyo mazino chaiwo.Ungagodii uri desperate asi chirega kuita godo gutsikana nemashura  awakazvuvana nawo.

Ads