Celebs

January 15, 2023

Mai TT Kufumura Shepard Anoi Bonyora PaPhone Kusvotesa Zuva Rumored Ane Mimba Ya Shepard

Mai TT has come out with a bombshell and has probably broken Zuva Habane heart. Mai TT was on live and exposed that Shepard has been calling Mai TT and that anobonyora paphone achidedzera zita rake. Zuva has denied that she is pregnant with Shepard baby and is dating her. Ketina who is mujibha wa Mai TT questioned Zuva why she was lying about her relationship with Shepard. Watch the video below.  

January 09, 2023

Kamuchacha Mai TT Vonyora MaFacts Ekunyepa Kwa Olinda Chapel

I seen wat u wrote πŸ˜‚ You also marry men after every year after they dump you , you collect everything you bought for them   More like you buy love. 2 … You married Tracey who then came later to expose the same disease you claimed you did not have .  Remember when you used to mock me about it yet you have killed your first hubby with it .  3…. You say I’m in debts ? What made your licence to be taken away is it not debts and stealing from Zimbabweans claiming you will bring them to the uk ?  Eg  The lady crying for her $5000 and you say you can’t give her because of your SA account yet you come showing 1:3 million in your Uk account  4… Do you remember coming to Sandton to view a house with you husmaid saying you are b

January 06, 2023

Ketina Tells Olinda Chapel Wakazvivhiya Kuti Uwonde Sa Mai TT - Free Tytan Adzokere Bhuruwayo

Shamwari yangu yasimba wena we are celebrating kusimba vamwe vachivhiyiwa kuti vawonde sesu good yangu haisi good yako Next time usadherere team repabuhera apo unonyura, we eat health we exercise we don't lose weight by ginya gara pasi unotsva nemoto. Munhu kuvhiyiwa muviri kusara wakuita kunge zongororo rabatwa ne pfari nekuda kwekushaya confidence, ikozvino wakuita kunge imbwa yakasuzumira pabin FREE Titanic let him go back to bulawayo. Pwapurisa pwapurisa pwalayer hamba uyofela katchana. Wakanga wajaira kufurufusha vahu wochema uchiti tuvhudzi tuviri kunge kashiri kaye kakuwee.Kuenda ku surgery kunorebetswa mutsipa kunge twiza kahuro kakamiswa ne dhodhiasi semhashu Nekunoitwa makodo pachest ukageza mvura irikusara yakagara muchipfuwa. Udzokere unodzupurwa meno anenge efish

January 04, 2023

Mai TT Tells Millionaire Olinda Chapel Handikutye -Ziva Zve Classy Yako Siyana Neni & Ketina MaStreet Kids - Wakauya Wega To My Shows

Dear OC I heard your live and what you are saying kuti innini I’m sending Ketty to insult you ? Kana ndichida kukututuka ndinotadzaneyi nhayi? Ndinokutyeyi zvekuti ndingatadze kukuudza zvandoda? Reason yekukutuka yacho ndeyeyi yandinokutukira? Ukutaura kuti zvaAwilo ndozvandirwadza, Ndorwadziwa neyi pakuunza kwako Awilo muUk?? Handikutye ende handina kana ku kutadza because handina daka newe. Wakauya kumashow anguawakAtanga kundishoropodza kuti you are too classy ndikakutenda wani, wakabvisa mari yako ndikakutenda wani ? Wakambonzwa ndichitaura zita rako?? Ukarerutsa show yanguuchiti you owned the show because you helped Kaycie ndikanyarara. You keep throwing shade ndinongokunyararira do you think kukutya? I’m learning to focus on what matters whilst you a

December 21, 2022

Mai TT Vopindura Tatelicious -Ziva Kvekugara MuLibrary Vana Vangu Havazi MaSquatter KuZimbabwe

Dear Asylum seeker  The only struggle I have kubhadhara munhu wese at once but otherwise ndozvandirikushandira.  Kuita ma shows kushandira vanhu.  Kunyika kwanguhandina kudzingwa ndopinda straight  Handinazve nyika yandodzingwa uye yandorambidzwa kupinda because handina zvihendekeserwa.  Nhamo yangu irikungoti dayi ma shows achipera ndaita mari ndabhadhara munhu wese ndadzokera kumhuri yangu. Kurikugara muUk ndakachengetwa zvakanakisa handigare hangu mulibrary.  Ndakasosiya nhau dzevanhu because munhu wese anenhamo dzake ndosaka ndirikumhanyisana nedzangu. Kuri kumba vana vangu chavanosuwa ndimai chete otherwise varikuchengetwa havana kugovewa kunge imbwa dzevarungu. Peace of advise dayi wanyanyofokasa nekusettler warega kuzvisimbisa nekuti hakuna munh

December 06, 2022

Tytan Ozvambura Simba Chikanza From Zimeye Mushure Mekumuti Boyfriend Ya Olinda Chapel

Tytan physically assaulted Simba Chikanza at the court entrance today at around 1.50pm afterwhich his wife, Olinda announced saying 'it is self defence.' Chapel Nkomo is being sued for allegedly defrauding scores of African job seekers charging them amounts up to  GBP15,000 per person to purchase a job placement's sponsorship certificate, since May 2021. The assault against Chikanza comes after Chapel had applied to court demanding that Simba Chikanza be barred from testifying on the basis of her accusations that Chikanza has been harrassing her. The hearing is ongoing.  

December 06, 2022

Tatelicious Breaks Her Silence Ndakanganwa Ndafa Ku South Africa- Ndakarohwa Nekutambudzwa

I apologize for missing my shows and everyone who wanted to meet me this past weekend. This was what was happening in the background 😭😭😭😭 South Africa mmmmmmmm I almost died.😭😭😭😭😭😭😭😭 THE XENOPHOBIA,TRANSPHOBIA, HIV PHOBIA mmmmmmmm I have no words . So this lady is called Ms King and she was the one giving me VERY HARD TIME AT OR  INTERNATIONAL AIRPORT in Joburg, South Africa. I didn't know that my Swedish travel document required a visa to enter South Africa,I assumed that since I'm Zimbabwean it will be the same as with Zimbabwean document. I was denied entry because my Swedish travel document needed a visa. I opted for legal counsel and asylum application, my goodness all hell broke loose. 1) I was beaten HEAVILY by

November 28, 2022

Socialite Jackie Ngarande Accuses Shashl Of False Rapecase Charges Against Producer Levels

Hours after Shashl filed rape charges against Levels her former lovers socialite Jackie Ngarande blasted Shashl with the follwing statement. Falsifying rape is a direct insult to genuine rape victims,women ,young girls and boys are being raped daily in this country,recently an eight year old was raped and rape is not something to joke about . Who will stand up for the boy child or man that are falsely accused for rape everyday in this teapot shaped country ,As society we have to put a stop to the one sided GBV narrative and call for stiff penalties to all those who have been found of falsely accusing men of rape. Say No to rape. Say no to all form of sexual violence. Say no to false allegations. #boychildmatterstoo

November 26, 2022

Shashl Obatwa Achihura na Fally Ipupa Jr Kubhawa Ne Boyfriend Yake Levels -MaNudhu ALevels Ndokulikiswa

Zvirikunzi Shashl akabatwa arikubhawa na Fally Ipupa Jr we Laparada Motors nemukomana wake Levels. Levels akaudzwa kuti musikana wake arikudanana na Fally ndokuenda kubhawa nehasha. Asvika kubhawa zvirikunzi shamwari ya Shashl yakadirwa levels dhoro ndopakabiwa phone yaLevels.  Mushure mekunge  Phone yalevels yabiwa Instagram yake yakabva yatorwa and ma Nudhu aka aka kandwa pa social media. Vanhu vakavhunduka ne nyoka iri mubhugwa ra Levels. Vanhu vaba account ya Levels vaposta izvi pa page rake.

November 25, 2022

Mai TT Kupaparika Kunge Tseketsa Kufunga Zve Mujolo naGrant Arikurwara Nepfungwa

Even by your low standards Mai TT. If she thought this was a joke, then shame on her. The comedienne, who has a string of failed marriages, decided to make a joke out of Grant Mashasha, the man police say is mentally ill. The 39-year-old is the son of Chitungwiza woman, Gogo Plaxedes Mashasha, who stayed with the corpse of her husband, for some days. Mashasha was found hiding in the ceiling of their home. He is believed to have been staying in the ceiling for 14 years. Mai TT, whose last marriage to Tinashe Maphosa lasted just five months, decided to use Grant’s name as part of her comedy. She suggested that he could be the perfect man for her as she used him to take another dig at Tinashe. In her Facebook post, Mai TT said: “Mondisiirawo murume we muce

1 2 3 4 5