Fungisai Vanhu Munonditi Ndinopenga Ndinoshaya Hunhu Ndezvechisatanist Ndinopfeka Zvandinoda Hamundimise Mazimbabwean

Hearts for my shoes please……πŸ˜…When looking at my shoes choice today. Vamwe vanoti Kusakwana, vamwe voti Kupenga, others, Kushaya hunhu, Vamwewo voti Kushaya Mweya Mutsvene. But ndozvinenge zvirikutoitika mumusoro mangu izvozvo. Mukatobvisa kakupenga ikako hapasisina that creativity which is unique to me.πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ Every artist has that degree of madness.

 

 

 

 

 

Tinozongosiyana ma levels acho kuti vamwe ndiana Baba Harare vamwewo ana Madam Boss , ini Ndini so zvichingoenderana nechiero one Got from akatisika. Some of us we didn’t choose, we just came into the world swimming up river against all odds. DNA inenge ichitoramba kuita zviri normal. πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

 

The world system is slow to understand zvakatoitika kare in our artistic world zvisati zvaitika mairi. πŸ˜…Bottom line is tinotofanira kupenga coz chinoita kuti tiite zvisingaitwe nemunhu wese ndokutopenga kwacho.🀣🀣🀣 I am yet to meet an artist ane dzakanyatsoti kwesere. 🀣🀣🀣🀣 Kana varipo, they are not artists, they are just singersπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

 

Being an artist is natural, inherent and effortlessly prophetic and hazvinei nechitendero chemunhu coz chitendero chinozouya later according to how and where you have been raised and the choices we make.

 

 

 

 

 

An artistic gift can’t comprehend their mental processes , actions and their outcomes coz everything is divine but to be a singer unogona kungobvutawo microphone neEffort yako asi zvinotooneka kuti haupenge.πŸ˜‚πŸ˜‚ I believe Gifts are mad people performing their madness in a normal world system and yet their lives are guaranteed by God. Simple🀷🏾‍♀️ Hearts for my shoes please.

  • Share: