Mazimba Oti Chikurubhi Girl Maitt Ambozororawo Kukwirwa Nekuchinjanisa Varume Dai Vamuwedzera Mamwe Makore Kuchikurubhi

Ambozorora mujolo mukadzi uyu yooooo dai vamuwedzera zvimwedzi vakati wandei

 

 

 

Adiiko Mura inga akazvigamuchira wani vanhu munongodawo kutuka vanhu pasina kana basa

 

 

 

 

Yahh kambumba kuita kuchepa🚮dhipirizoni ikati wakandisepi😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌Kambumba haaaaa kuchepa last. Dhipirizoni ikati wakandiisepi😂😂😂🙌

  • Share: