General

October 31, 2023

Passion Java Oti Tinashe Mutarisi Anoita Semukadzi Arikumwedzi Ndichafumura Chihure Chake

Mutarisi too emotional kunge mukadzi ariku mwedzi!!!            U paid insurance boys to cook papers and pay you but vakatariswa vese!          

October 31, 2023

Silent killer Zvashamisa Vakawanda Ku UK Mushure Mekunge Apiwa Mazimari Nemafans

NEWS>>>From Mbare to Birmingham, this is the successful story of Silent Killa as he shows part of the money he was gifted by fans on his show in Birmingham.           Finally, hard work pays off.      

October 29, 2023

Zvinotyisa Zvirimunyika Madzibaba Bond Votaura Kushungurudzwa Nemweya Wemunhu Wavakauraya Kusowe Kuchitungwiza

KWAYEDZA inomira nenyaya yayo yayakaburitsa nguva yadarika pamusoro peanozviti muporofita wekuChitungwiza – Madzibaba Bond Gumira Jnr – uyo akaenda kunozvipira kumapurisa ekwaZiko, kwaSeke, achiti ari kutambudzwa nemweya wemunhu waanoti akauraya.               Bond ane sowe kuUnit N, kuChitungwiza, uye anonzi aivhetemetsa motokari iyi zvikaita kuti vanhu vavhunduke ndokudzvamuka panzvimbo iyi vachitiza vachitya kutsikwa.           “Nekuda kwemaitiro ake, mapurisa vakazoziviswa nezvenyaya iyi ndokuonekwa kuti aivawo nepfuti yerudzi rweFN Browning Pistol iyo mapurisa vakabatsirwa kuiwana nemurume anonzi              

October 29, 2023

Mambo Dhuterere Vonzi Kura Muchindarume Kuhure Hakuna Mapfuwa Mai Dhuterere Vakusiya Zvino Uchaita Sei

Kura Muchindarume pepuka kupfambi hakuna mapfihwa ikapera unodzingwa sembwa ๐Ÿ˜€           Kwahi vakabatirwa chihure namadam saka iyo madam yainge yotopacker mabag kuti irove pasi๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Ndozvinoita chihure .....makunyepera kuti depressed what what .....gutsikanai nemukadzi wenyu maruva enyika haaperi....munopera nawo mabishu.           Mambo Dhuterere said "Have been turning down booking 'n' invitations zvaita kuti vamwe vave disappointed in me... forgive me ๐Ÿ™...               Am down mentally, emotionally, spiritually depressed... Just need a little while to pick myself up, I WILL BE BACK ๐Ÿ˜ ln God we trust...

October 29, 2023

Tete Tilda Vofumurwa Itsotsi Vanodya Nemaporofita Enhema Anoibhadhara

Kkkkk iyi mbuya itsotsi I thought kuti ndini ndega ndinozviona inodya nemaporofita enhema anoibhadhara Mari.             Kubatsira munobatsira zvenyu vamamoyo asi mune kahutsotsi mari yamakabhadharisa machembere edu 800dollars iya it's too much 16thousand rands kungoenda kukariba zvemazuva maviri umm mari iyoyo iri kundirwadza nanhasi plus imwe nyaya imbomirai           kutiunzira maprofit efake kustudio mhani even nyaya dzimwe dzamunounza pamhepo dzinongopera tisina kunzwa kuti zvakazofamba sei pagadzirisei otherwise basa rinopera                 Caribbean Bay yavakaenda inodhura zvee nhaiwe plus activities organizers hiring t

October 29, 2023

Mambo Dhuterere Vonzi Havazive Here Chihure Nekumitisa Musikana Zvinostressa Ngavambomira Zvavo Ngavatiudze Zvese Zvakaitika Naamai Dhuterere

Have been turning down booking 'n' invitations zvaita kuti vamwe vave disappointed in me... forgive me ๐Ÿ™...Am down mentally, emotionally, spiritually depressed... Just need a little while to pick myself up, I WILL BE BACK ๐Ÿ˜ ln God we trust...             Asi anga asingazvizive kty chihure chinostresser ngaite stress akanyarara ukoUkaona wakumitisa kuzhe unenge wakura wangu, pedza nyaya dzako chinyararire usatinyangadzawo tine zveduwo             Hachisi chipfambi here chiri kumupa stress. Hasi riye wekunzi akamitisa. Ndozvinoita chihure chokupinza mu firiji.

October 28, 2023

Carol Brazil Girl Wekuburitswa Mujeri Namaitt Aveku Brazil Otaura Zvaakaitirwa Ku Zimbabwe Nembinga Yakatenga Ticket Rendege

Anga akanaka arimujeri Carol        She is now happy At Home in Brazil ndakatengerwa ticket numbingly after many years of suffering in Chikurubi maximum prison         

October 28, 2023

Chikanga2 Mutare Tadiwa Muromba Form 2 Otsakatika Vabereki Varimumutsvaga Kubva Musi Wa 4 September

A 14-year-old Chikanga Phase 2 schoolboy in Mutare has been reported missing since September 4.           Tadiwa Muromba, a Form 2 student at Leader Mold Private School, never returned home when he went to pay school fees in town.            

October 28, 2023

University Of Zimbabwe Kubvira Moto Fire Brigade Yakatarisa Students Otaura Chikoro Chese Chaparara

Fire breaks out at UZ Physics Department, leaving students in panic mode.           ๐ŸŸกUZ FIRE: Earlier today, I received a saddening report that a fire broke out at the Physics Department at the University of Zimbabwe. Students who were at the scene suspect the fire broke out due to naked wires although the exact cause was not immediately clear.            Students panicked as the Fire Department battled to calm the raging flames.            This tragedy could not have come at a worse time for students who are already reeling under a fees crisis, outdated infrastructure, inadequate equipment & resources at the State’s biggest tertiary instit

October 21, 2023

United Methodist Church Yoti Rev Oscar Mukahanana Hativacheme Vanowigwa Sembwa Nekuti Vanyadzisa Church

Parufu rwemunhu akadai afa mabasa ake abuda pachena. Panoparidzwa pachinzii kudii ... how l wish to attend his last service ndombonzwa mharidzo yacho kuty vanotii kudiii       Kana kuchemwa hapachemwe pachivanhuchedu,mutumbi hauuye kumba kana kuchurch,sure mufundisi mashinga kuraswa sembwa here           Mmmmmm zvakaoma zvino kana zvoitwa nevatungamiriri ndiani achadzidzisa vana vesangano.Dai musina kuzviuraya henyu mufundisi nekuti tese tiri mahure mazuva ekuhura ndiwo anosiyana chete, zororayi henyu murugare         Man of God you should have only repent from your sin and forget about what will people say          What was important was for you

1 2 3 4 5