General

September 13, 2023

Olinda Chapel Ofumura Ma Sponsor Eku UK Varikubiira Vanhu Mari Dzema COS

Olinda Chapel Kufumura Masponsor Eku UK Varikubiira Vanhu 6000 Kutengesa Basa COS Amurikupiwa Ma5 Years Hazvisi Kushanda Zvakaoma       Olinda Chapel V11 & Kufumura Ndirikuziva Vakavharirwa Macompanies Awo Immigration Irikufamba Muma Companies Aya Vanhu Vema COS Varikutoita Move Back Kuzim Nemari Dzenyu

September 13, 2023

Nelson Chamisa Achidya Beans Uyu Ndiye President Wevanhu

Mukomana achirova beans😁President akadaro shuwaIs humble than munangwagwa anedehwe risingadaire mafuta😂😂😂         Zvinoratidza rudo nevanhu zvese nenyika yacho hpana munhu asina basa my president you're blessed my God bless you in all what ever you do, we love you ZimbabwensNdozvinoratidza kuti anoziva utano.             Idyai nyama imimi mukuvare necholestrolZvino mukati achirova beans todzoka tofunga beans dziya dzinenge beans nekuti beans chaidzo hadziroveke nekuti hadzisi beansKkkk majaira mapresident vanoda kudya zvakanaka vachiguta ivo nevana vavo ,vasingawadzani neruzhinji ,         Ndozvimwe zvinotiruzisa izvi aifanirwa kungohwandawo, munoti Mnang

September 13, 2023

Mafans Not Happy Mana Vee Mhosva Obata Kuruka Dzabu Musoro Ndokudii Mwana Ikoko

Kkkk dzabu karikuitwei weduwee ka muri kurwadzisa muroora weduPliz uyu mwana ndewedu isusu vanhu vekukaroi mukaramba muchidai tomutora 🤣🤣🤣🤣           Madam Boss you have been arrested for abusing dzabu's hair .. you are allowed to remain silent cz everything you say will be used against you in court🔨🔨Vhudzi rekuzvarwa naro rinoda kutanga ragerwa rozobuda rakanaka.         Ini ndongoti rukai henyu white Dzabu wedu boss baby wedu❤️Kkkk the gift of friendship Mama Vee & Madam Boss ❤️

September 13, 2023

Uk Sponsors Not Happy Olinda Jelousy Ndiwe Mbavha Hombe Wakabiira Vanhu Wakurwadziwa Kuti Vamwe Vavekuitawo Mari Company Yako Yavharwa

Olinda wawanavo vakukunda pachitsotsi ka wakutaurisaOlinda mhata yako, you are one of those people who are defrauding vulnerable zimboz ..Please shut upIwee unei nazvo.       Very very Jelousy . Zve Barika rako revaRume vako Taitana na Stana wambozvipedza here???Shut up mbavha iwe,iwe wakaitei nemari dzekuba idzodzo apa uchikungolodger,kumba hauna kana chirugu .mota ndeyechikwereti.         Basa rekutenga poda nekuchekesa nyama shit.hauna zvaunoziva.😆 now you’re hating cause your license yakatorwa. You were one of the people aibira vanhu         I blame akatanga kuratidza vamwe masponsor kuti we can make money out of the CoS ...pane akatanga nazvo zvekutengesa izvi ma5000 , ma6000.ma40

September 09, 2023

Nelson Chamisa Hope Can't Be Stolen Muvenge Dambudzo Akauya Konoba Kuuraya Nekuparadza But This Time Zvedu Zvirikuita

HOPE CAN’T BE STOLEN…The devil does not come except to steal, and to kill, and to destroy.         I have come that they may have life, and that they may have it more abundantly. John 10:10 Jesus Christ is our hope of glory.#Godisinit Keep strong!           Blessed Sabbath beloved!Way forward, we have all the scriptures but we need a MAP 🤗Chamisa I like you,support you but these scriptures alone will never ever remove Zanu pf, word

September 09, 2023

Hopewell Ndofarira Chatunga I Might Have Had Issues NaMugabe But You I Respect You Are Principled

Good evening Mr Mugabe.   I might have had my issues with the old man, but you I respect.   You are principled.           Yes, akatipa Zvimba yese😜......at least he's trying to correct his father's mistake.Principled my foot? This one is just too busy chowing money looted by his father otherwise very soon you will see him frequenting Mnangagwa rallies.           I always see him here in South Africa Sandton spending money like nobody's business 🥲You're full of it , you sure like starring the pot, don't you realize how untoward/antagonistic the Mugabes would have appeared if they didn't show up.            

September 09, 2023

Tallyn Ndudzo Oti Vanhu Vanobvunza Asi Uringomwa Hauzvare Ndimi Munenge Makatiroya Here

Tallyn Replying Bee Wezhira  "Taura Hako ungati ndivo vanorara newe or vakakuroora or vanokuchengereta mwana😢 or vakakuroya"     Nyaya yekungoti munhu sei usina nhumbu, woda kuita nhumbu riini, why Zimbabweans. Maplans anosiyana, ok ko kana munhu achitodawo but Mwari vachiti uchazoita pamberi apo.           Ngatifungei tisati tangonyora veduweee people go thru a lot. Chero ndikasava ini but pauchada kuzvitaura kune umwe munhu tanga wafungawo. Every pic, ko iwe hauna mimba nanhasi aah guys😭

September 09, 2023

Bee Wezhira Ochema Oti Zimbabweans Regai Kundivhunza Kuti Sei Usina Nhumbu Sei Usiri Kuzvara Mwana Zvamunoita Munorwadzisa Vanhu Ini Ndiripanguva Yakaoma

Nyaya yekungoti munhu sei usina nhumbu, woda kuita nhumbu riini, why Zimbabweans. Maplans anosiyana, ok ko kana munhu achitodawo but Mwari vachiti uchazoita pamberi apo.         Ngatifungei tisati tangonyora veduweee people go thru a lot. Chero ndikasava ini but pauchada kuzvitaura kune umwe munhu tanga wafungawo. Every pic, ko iwe hauna mimba nanhasi aah guys😭           Unotoona umwe achishinga kunyora kuti asi uri ngomwa usingaiti mimba nanhasi, like seriously here guys veduwee. Unombot ndimupindure here, ndimubloke here ,Ko kana munhu ane mafibroids anoda kumbotanga abviswa mudumbu, ko kana ane chirwere chinoda kumbotanga chapora first.              

September 06, 2023

Maitt Vachichema Ndokutendai Wasu Namai Maketeni Nekuchengeta Vana Ndazoomerwa Nehupenyu Ndadzidza Kuchikurubhi

Hey guys I hope you're good,I was happy to see some of you at the Agricultural Show.I would like to thank you all for this unwavering support & the love you show me honestly I'm in awe.                 I would like to extend my gratitude for the support you are giving me in my new found business.I heard after the live many bags were purchased and im forever thankful.Those who bought previously thank you for your support.To those who can't afford to buy just your prayers and support is enough for me thank you.               I will never justify myself for what I did that led me here all i can do is to apologise to everyone i wronged.People i owe in ou

September 06, 2023

Maitt Azorwadziwa Nejeri Manje Azokumbira Vanhu Ruregerero Hope Zvabva Pasi Pemoyo Not Kuita Nekuti Vanhu Vataura

Hey guys I hope you're good,I was happy to see some of you at the Agricultural Show.I would like to thank you all for this unwavering support & the love you show me honestly I'm in awe.I would like to extend my gratitude for the support you are giving me in my new found business.I heard after the live many bags were purchased and im forever thankful.Those who bought previously thank you for your support.To those who can't afford to buy just your prayers and support is enough for me thank you.           I will never justify myself for what I did that led me here all i can do is to apologise to everyone i wronged.People i owe in our groups, im truly sorry you know I was there to empower you not to let you down.Some of you have houses

5 6 7 8 9