2years 5 Month Melissa Makwasha Paakaroorwa IyezvinonAkasiya Joseph Madziire Zimpraise Ave Kugara UK

Mellisa Makwasha uri sei shamwari yangu yemakore?.Long time ko kusaonekawo vamwe kuti ndava kuenda mhiri?.

 

 

 

 

Dai wakatizivisawo pano hatiroye isu taitokuitira farewell party.Asi wakatogona kuenda kuchando ukasiya zvaMr Ibu vaye plus kuno hakuna chiriko kungori nezvimadhara izvozvi zvine mavende ndozvatiri kutongotaimirawo mumabhawa imomu.

 

 

 

 

 

 

 

🤣gara zviya tanga taane 2 years 5 months nemadays mangani since akaroorwa naIbu muchato usati waitwaVanhu vane secret veduwe kushaya kana akasvitsa nyaya yavo kuna gurundoro kut chakamisa muchato chii ummm

  • Share: