Ba Tea The Prophet Who Predicted Ginimbi Death Explains Meaning Of Gore ReNyuchi

Tasvika mudarkest hour munhu wese ngaapinde mumba shumba inga inoruma zvandinonyora muchasvika pakuzvibvuma.

Hona nguva yandinonyora ndino simudzirwa nevanondishora ndiri kuona horror segora Mwari vega ndivo vanogona kuzvidzora. 2021 wadireiko kudaro seyi kutipa mabows tisina marrow zveshuwa ungauye here kuti uzotishaisa mufaro uri kuda kutinanikirei senyama pamutararo.

BaTea vadzoka futi it's not about gucci hupenyu huri kuda kurwadza kunge tarumwa nenyuchi huri kuda kutikanga kunge maputi. Zimbabwe simuka yowe pandinonyora musanditonge ndakanga ndiri rombe ndikasimudzwa pandakatumirwa shongwe nyasha dzakandifudza kunge mombe ndiri mhofu asi handisi nzombe muchasvika pakundipa mega mukombe. Zvichengetedzei Covid is not a joke kuti musaite a victim to loss rufu harwuna boss.

Kukuyambirai rudo January uyu ari tough the road is rough please always wear your masks and in God put your trust. mari can never buy death kuita pfuma hakutadzise rufu kukukwapaidza usade kuzvinyepera usade kuzvi varaidza BaTea havafe vakakubhaizai.

MaZimbabweans Mwari vanokudai it's 2:39Am I'm awake nekuti ndinotadza kurara ndichi kufungai.

Stay safe. Please always wear your masks and keep that social distance and sanitize yourselves.

We will win this war God has taken control like Victoria will we never fall.

One Love to you All. Musatye Mwari pamuri varipo lean on him inga wani ndivo vakaponesa Saul.

#ImBaTea
#Mhofela1
#ProudlyZimbabwean
#WithLoveFtomRuwa

  • Share: