BaTea TheTimeTraveller Tells Zimbabweans Musafunge Zva2023 Musati Mapedza 2022 Vakawanda Vachatadza Kuipinda

Of all the predictions I have made accurately as a Time Traveller the one coming after MoneyPox maone.Its already written and it will change the way you see life forever.

Musafunge zva2023 musati mapedza 2022 nekuti vakawanda vachatadza kukusvika.

Gore rino harisati ratanga haro kuita mashura.Vanhu venyu vamunoterera vakataura vakawanda vacho hapana kana chinhu one kumberi chavari kuona.

Hunzi nekuti zvataurwa naBaTea hazvina basa.Mati madii hapana zvamati maona.Covid was just a baby monkey pox kanhanha ako.

Kundiso munamato wako chete.
#TicTocTik
#BaTeaTheTimeTraveller_Zw🇿🇼

  • Share: