Bee Wezhira Ochema Oti Zimbabweans Regai Kundivhunza Kuti Sei Usina Nhumbu Sei Usiri Kuzvara Mwana Zvamunoita Munorwadzisa Vanhu Ini Ndiripanguva Yakaoma

Nyaya yekungoti munhu sei usina nhumbu, woda kuita nhumbu riini, why Zimbabweans. Maplans anosiyana, ok ko kana munhu achitodawo but Mwari vachiti uchazoita pamberi apo.

 

 

 

 

Ngatifungei tisati tangonyora veduweee people go thru a lot. Chero ndikasava ini but pauchada kuzvitaura kune umwe munhu tanga wafungawo. Every pic, ko iwe hauna mimba nanhasi aah guys😭

 

 

 

 

 

Unotoona umwe achishinga kunyora kuti asi uri ngomwa usingaiti mimba nanhasi, like seriously here guys veduwee. Unombot ndimupindure here, ndimubloke here ,Ko kana munhu ane mafibroids anoda kumbotanga abviswa mudumbu, ko kana ane chirwere chinoda kumbotanga chapora first.

 

 

 

 

 

 

 

Munoona vanhu vachiuya vachiseka pafbk mofunga kuti zvese 100% correct here.ko kana pane zvaari kuda kutanga ambopedza kugadzirisa first asat atanga zvemwana.Kana iwe wakasangana neblessing rekungoita mwana ka1 chirega kuseka vasati vaita. Nekut hauzivi chikonzero, kumwe hakusi kuda kwavo

  • Share: