Butterfly Mushure Mekunge Anzi Haageze Kunzwira Mvura Ojamuka Majaira Mafake Vano Bleacher

Uyu Buterfly hameno zvaangori haanzwiri mvura.She is beautiful and haana kuisa filter other wise atori better pane amwe mapic atinoona akaiswa filter zvekusvika pakuti munhu anoshaiwa mabvi nekufirita

 

 

 

 

 

Majaira ka mafake enyu ana Tyra, nanaMura and all your fake celebs makati ndicho chirungu. Butterfly is the original of everything you all are tying to do, trying to be or trying to achieve, ndiye private school wacho the original salala.

 

 

 

 

 

 

Havana kutanga kubatira chirungu pa facebook kuti ndione, akazvarwa mazviri. Makati filter nekubleacher ndiko kugeza. She is in a league of her own. Ndivo vaye vaiverengerwa ma bed time stories kuma80s.

  • Share: