Comment Section Reacts To Mai TT's New Relationship With Mr Obina

Comment section never dissapoints as it made its feelings know to Mai TT's new relationship with Mr Obina, There was a mixed reaction to the relatioonship some were saying "It will end in tears and some were very supportive, below are reactions  from the comment  Section.

 

Roxanne Rothery Oga jublicate ya Zizoe - Murra is failing to get over the 2 minute noodle manje uku anosakadzwa stonyi vanoita kutsolodzera kusvika kwakurira kuti wuuuu

Eunice Sigauque I'm happy for you mai tt. Vanhu varikungoti it will end in tears some of you are crying everyday or you once cried saka why can't you wish someone zvakanaka.tese tirivanhu we face these ups and downs muma relationships.be happy mai tt. #life is too short.

Natasha Tadiwanashe Tseriwa Hazvina mazuva tinenge taakudzwa kunzi ndiMr noodles plus vane kadora...it will end in salt mixed with water in visionary organ

Patience Benyu I think she shouldn't post these pics for her kid's sake .....its not safe for them zvotuma vana kuhura izvi Vachiona amai vachiita varume vekuchinjanisa it will lead the kids to follow her steps, she should enjoy herself but she should hide a bit too much show off leads to distraction.

Abraham Juru I Love her style it supports our youths that marriage is the blessing from God so is the best kip on going Mai Tt but plz dont forget to pray all the time In God we trust Amen
Adrean Botomani I usually mind my own business but Mr Obina vamwa acid,vabata rata vasina magrovhosi & tetanus vatoonayo

Francisca Sibongile Tshuma I hope the guy matches up financially otherwise ana oga will stick around aslong as they gain something. She deserves to be spoilt and loved I pray they on the same page with the oga

Norest Manwere Im sry to say this but unfortunately mai tt always want attention .....🙄 Imagine kana zvadhakwa zvonzi igwe was not gud on bed apa ivo chigulani

Orleen Chira New movie same old scripts.Havatani kusvika pakumechesa stage apo hapasvikwi nevakawanda

Raynold Samatare Zizoe wakada kuzviita izvi that was him👇 achibuda murelationship yacho😏we feel srry for u bro

James Ba Bethel Mukucha Why dd she hve to go for sombdy who looks more or less like her ex mmm smthin wrong #jus saying hangu

Prince Pryncy Bure Sawanze shamwari mkadzi wemu church vachakufurira kuti urambe mwarii ukaramba mwari waramba ini vachakupa mushonga wekuti murume apfave apedza kudya wanikwe maihwe dumbu razvimba mkadzi wemu church

Ko nhaimi Ogah vacho zvavasingachinji iko ka Champion ke 150rands kuma kula kubva zuro ikutooneka kuti yabva mubepa Hehe vakoma ve Yahoooo takutotenga data kumirira Mhere bag rarova pasi ne 4199 the Naija Yaahoo
Ngavabvunze Tonto Dike(Nigerian actress) kuti baba vemwana wake vakamuita sei😂😂😂yahooo boys munongoinzwa kaa

Baws Reejay I love how mainly vakadzi wishing for this relationship to go sour why do you ladies pretend like you don't fall in love or date pano pacho vangani venyu vasina kurwadziswa ne anonzi murume at some point what is it ma double standards here ?? Vangani vanochaya ma poto kusvika mukufa for a man that cheats achikurovai , akadyiwa mari ndeyenyu here akarwadziswa mwoyo wenyu here tsvagai ka venyu varume vanoda kutora pics. She loves everyday like its the last thats a good thing you enjoy every moment zvichri righ

  • Share: