Congratulations Wechijandukwa Ndozvatinoda Ka Izvi Noylt Kungosimbirira Zvima Skits Zvisina Kukwana Tamirirawo Graduation Ya Lorain Guyo Na Madam Boss Sure Kutokundwa Na Bee Wezhira

Ndafara☺️

Ladies kunaBee Wezhira, kuvarume kwavanaChiJandukwa🎓🎓🎓ndozvatinoda ka izvi haikona munhu kungosimbirira kumaskits. Dai Mai Tt naTyra vatorawo manotes kwete kungodhla mari kunge mushonga wemusana🙄Takamirira graduation yaRorini Guyo , mumwe ngaaudze Anna kuti aende kuchikoro. Hatichadi masocilalite madofo pano. Well done Chijandukwa but Yowee ! Baba imi munesikireti saApostle Sean naBee 😂😂😂Shuwa kushaya one day ramakabudikira muchiti ndofa nayo dissertation, hee hee ndine assignment guys ndakumbobva paFB , hee hee lecture this lecture that, fees chakadaro! Aiwa mune chifuva because team racho rekuverenga iri team rekuVar rine dzungu risingabviri , drama hobho. Munototi muudzwe nezvemaSemester nemamodule kusvika mese mazvinzwisisa 😐

Well-done Janduks💪💪💪

  • Share: