Fans React With Mixed Feelings To Jah Prayzah Sending Prayers To Arrested Hopewell Chin'ono

Jah Prayzah just posted a message to Journalist Hopewell Chin'ono who was arrested yesterday for contempt of court. Fans have been asking if the prayer message from jah prayzah is real or just trolling Hopewell. See the posts and comments from Jah Prayzah's fans below.

Fans have been posting the following comments.

Tracy Magara Pekutanga wakadii kuti FreeHoepewell haaaaaaaa nzungu nekunyimo zvese

Ashford Ashbragger Chimombe Taizviitawo tiri vadiki wakaita mhosva ndiwe waimhanya kunomhan'ara kana ana moms vauya

Chembere Good Nhai kana musinga mufarire JP murikutsvageiko pano asi murikutanda botso kani kana kuti mune ngozi dziri kukutambudzai vanhuinstead muve pano batanai muwone kuti mungabatsire Hopwell sei

Mai Nathan Hmmmm whoever is in charge of this page maakuda kuzotinzwa!! Zvimwe zvinhu hazvisi necessary. Musawanikwe pa many more nekuma boozer sezvizvi it doesn’t do any good for your brand. Kunyarara kunokunda kuhwereketa!!

Ruva Flora Chisvo Vanhu ka avanyasoziva zvavanoda . And why do people always like twisting Jahs words be it in speech or in song, ko kungotora his words as they are and not try put extra meanings to it... Give Jah Prayzer a break gosh!!!!


Mercy Makubalo After removing that ZanuPf t shirt it's a Zimbabwean who wants a better country for his children, after removing the MDC t shirt it's still a Zimbabwean who needs the same, for once let's stop fighting these elite wars and became Zimbabweans

Jossy Jes Mutongi I hate you more I don't like your music since nyaya yaGonyeti ...nditori nechigumbu

Kuda Shaun Kays Shoni AnaJp havana daka nevanhu kusvika pavari vakasvika nekushanda nesimba zvataiona and havana kutanga nhas kuwisirwa pasi even kusunday mail pana blaz vakambonyora negativity pamusoro paJP, chatunga did it as well but iroo ndosoja rinosvika kure siyanai naro.... Anyway sorry Hope we have u in our prayers even shoko raMwari chairo rinotaraira kuregerera tichamira newe sezvatakaitaa pakutangaa

Julz Zvava You are damned if you do and damned if you don't, thanks for your concern. I am sure he appreciates it

Machuma Machuma Dai mutemo waibvuma Jah prazah mamuviga achifema ana musoro bhangu imi .
Phoebe Honye This guy need too much attention regai ambo garako always in cell it's like he injoys that life or ari kuda kuita heroe hake

Danny Dzvene Hatidi rudo rwekuda kuonekwa nevanha I don't know which type of your prayer kana muchiitira minanato ineku godorana mukati kuna Mwari haidiwe kana matadzirana endai muno yananisana or kutsvaga mutongi gava pakati penyu modzoka monamatirana manje

Nunu Magaba Ngaasungwe uyo tsvee kusvira Mukadzi vake busy ne kutsvaga ma like nema love pa Fb ndomubairo wenhubu


Mpfumbadzi Isaac Jnr Everyone is in someone's prayer but it depends what prayer is that for? Simple pamwe mkutoti munamato wenyu waita zvamaida chaizvo bcoz paari izvozvi ndokwenyuka. Tongoti Zvabvira Wareva.

Lorraine Vhakacha If kunyepedzera was a person

Tau JJ Speak Politics require direct approach kwete zvamunoita izvi pafacebook, makaita journalism yekupi vachin'ono yekungwarira pasocial media, we know u are concerned but on a wrong platform. Siyayi vaimbi indai kuZanu of munochema zvichemo zvenyu . matuzvi

Lydia Masibanda Chigutsa Yes you always in prison Jah prayzah chero zvamawundura #FreeHopewell

Loveness Kativhu JP handidi newe. Siyana nazvo zvekudenha izvo. Tipe music chete . waiting for new songs dzekutambisa exmas

Se Kayi Your sarcasm doesn't match your personality baba muku. Musadaro murivekuziva

  • Share: