Jahprayzer Obviswa Chiremera Ku Inauguration Kutonhodzwa Kwachauruka Mukomana Murefu Anyadziswa ZveZanupf Muchazvirega

Jahprayzer Chimira tazvinzwa Chimira ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ apa unenge usati wabudirwa ma1 ๐Ÿ˜‚For example uri pakati pekuimba Chiremerera wobva wabviswa Chiremerera ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ˜ฉ

 

 

 

 

Painful Whoever was shouting paya his so barbaric nxa๐Ÿšฎ๐ŸšฎVagona gore riya zve akaimba kuronga kwaro gamba now handina kubvuta ndakasarudzwa isu tichiziva kt akabvuta haiwa ๐Ÿ˜‚ anzwa bhata murefu.. ehe ndomuda but ko kuzotsikisa mimhanzi achikuza muroi ndochii

 

 

 

 

 

 

Uyu wo Jah prayzah ngaasiyane ne zanu pf ,ndozvinoratidza kuti inenge isina basa newe isu sema fans ake toshaya zvino pekunyariraNdopaunotozoona kuti ka song kaye kekuti KUTONHODZWA KWA CHAURUKA zvakanenge kanoto maker sense

  • Share: