Judas Iscariot Holy10 Arikurongera Dhende Baba Vake Winky D

Holyten pane zvaarikurongera Winky D, people are not sure kuti chii but the rapper who is losing followers posted the following message on his Instagram.

Fans are not happy with Holyten and comment section was not happy read comments below.

 
leadman_dawg
But hausi kunetsana na Wallace manji ukunetsana nema fans wallace akanyarara

marshalchigam
@holytenmusic iwewe mapinduriro ako kana matauriro ako anotoratidza kt urikutumwa iwe face inenge munhu anonwa tumbwa

hope_chimuntu
Ndezvakoo izvooo Gaffa chete chete.....unfollow unfollow ....till wasara nemaIndia

elviddo.23j
Aaah mfana uyu akutoramba achibaya button re Violence kaaa uyu and thinks he is being good !!!!!! Let’s keep #unfollowholyten Mhata yake mfana uyu evryday na 3pm

__.seven.te.en.__
He’s not God yes … asi mutumwa waMwari.. An album 💿 about Socio-Economic issues that can be solved easily if the one’s responsible act accordingly then Mujaya just goes on an interview and disrespects that.. Voice of the voiceless tomira naye Baba Abhurahama … PROVERBS 29:2 When the righteous are in authority, the people rejoice: but when the wicked beareth rule, the people mourn.


_day_angel__
I just unliked all his pictures and videos. Kimberly tomu unfollower here? Kana tongosiya zvakadaro


sheezy72
Ko ati ndiMwari ndiyani pfutseke wako @holytenmusic ....unotoshaya sahwira 👏get a life mhani ...i repeat pfutseke 👏go get urself a certificate mhani 😢ukusiririsa Modhe mxm go graduate uko pfutseke

sam_nota7
Haaa 12k followers gone. Dzazvimba dzakuti haasi mwari. Gafa harinakumboti ndimwari, ukungowukura tichi unfollowa. Learn something tame yourself boy


t_u_k_a_z
Drama rinotangira Pakistan hondo nemunhu asiri kana kutombowana nguva yekukupindura ,but achirwirwa nema fans,,that should knock some senses in your big a** head of yours,,,sit down holy

  • Share: