Ketina Oti Garai Matenga Data Vedio Reblo Job Ririkubuda Nhasi Isu Toti Hakuna Mukadzi Anoda Kuparadza Mumwe Kudai Samaz and Fungai Mutisi Madam Boss Sister Zvamurikuita

.

.

sGarai matenga data zvanzi ririkubuda nhasi video reBlo jobho 😭😭😭. Ingoitai sorry zvipereKettina chero akatsiurwa haterere uyu ngaburitse tagadzirira kubonyoresa vamwe hakuna shamwari mukadzi akadai anoparadza mumwe munhu kutoouraya munhu kwaarikuita pafacebook iye na samas wake Changamire Is Peaceful eh vanhu vanotukana tichitandara but kuzotema mumwe nedemo.ndokuita seiko.kurai isu ma 15 yrs tonyarirepi.pakadai ndonotsvaga n'anga iye yekwamutare unotopamama chete .

  • Share: