Loveness And Ketina Vonzi Hushamwari Wekuroya Nekuvenga Vamwe Vakadzi Uchapera Zvavo Zvichanakidza

Hushamwari wekuroya unenguva uchasvika paunopera vakuru vakati chisingaperi chinoshura musi iwowo internet ichagodhoma kuwirirana kuwisira vamwe vanhu pasi .

 

 

 

 

 

Ravhunesi anogwadziwa nevamwe vanhukadzi anoda kunzi ndiye oga anorira. Zimbuya repacorner.Ava vakubhowa huroyi hwacho hunotosemesa kuda kutsvaga mbiri yakawora ndoshamiswa nevanhu vanokanda ma stars ekukandira

 

 

 

 

 

zvimbwaaa izvi zvisina moyo munenge muchifarireyi chaizvo pakushungurudza kwavanoita vanhuKuti uone vakadhakwa they team up on one person each and everytime….. and ivo they don’t disagree on anything

  • Share: