Mabrijo Onzi Anotyisa Zvake Iwo Maapp Anobva Achinja Munhu Kudai Ndeapi People Asking

Mabrijo anotyisa zvakeWakomana Ma China why ..What kind of a app is this inosvuta kuipa zvese nekupa maRap top ..Gojasi chaiyo.

 

 

 

 

But ndahla idiii 🙆🏿‍♀️🙆🏿‍♀️🙆🏿‍♀️🙆🏿‍♀️Face ye paden inoonekwa na Daddy daily versus face inoonekwa nema work mates or street guys.

 

 

 

 

 

It is always good kuti vamwe vanhu vose vaone wakanaka zvekudaro paden munenge muchizivana saka no pressure. Love you Mabrijo our Queen of all times.

  • Share: