Madamboss Vanoda Mura But Haazvione Cozy Maitt Hutsinye She Is On Her Side Saying Women Are Beautiful In Their Own Shape And Sizes

Zvimwe ndezvimwe tyra anoda mura but mura ahazvione hake .sisi siyai pride mugadzirisane natyra.Tyra anokuda nemoyo wese musatedzere maghost ano creator drama kuti murwe .sisi mai fifi vobva vaita ruvengo kuna Tyra .tyra munhu bho manje tambai mese munhamo muma skit muma bhizimusi muri mese.Lov u tyra vanhu havadi kuona muri mese

  • Share: