Kkkk dzabu karikuitwei weduwee ka muri kurwadzisa muroora weduPliz uyu mwana ndewedu isusu vanhu vekukaroi mukaramba muchidai tomutora 🤣🤣🤣🤣
Madam Boss you have been arrested for abusing dzabu's hair .. you are allowed to remain silent cz everything you say will be used against you in court🔨🔨Vhudzi rekuzvarwa naro rinoda kutanga ragerwa rozobuda rakanaka.
Ini ndongoti rukai henyu white Dzabu wedu boss baby weduâ¤ï¸Kkkk the gift of friendship Mama Vee & Madam Boss â¤ï¸