Mai TT Exposed To Be Mastermind Plotting Fake Story To Destroy Madamboss

#DevelopingStory

Mai TT is in the process of bringing the alleged girl kuPlatform yaKetina or provide audios achiti akarohwa. She wants to use those audios to hold Tarisai at ransom (blackmail). Message yandauya nayo for u Felistas is, you think they are stupid to give you such a big story for peanuts, make a better offer hanzi yawakataura haiite. Munofunga kuti Tarisai ndiye ega ane circle inobudisa nyaya

There is no smoke without fire. Remember pakabuda pic iri Loveness akati Joey urinyoka why all ova the place urikunyepa kuti u met naMura to get help on USA visa. Zvazobuda ndopakatanga kurongerwa Tyra dhende vasingazive kuti kiti yaivaitisa kiti ndoyakarecorder check voice riri loud nderani & her answers were toned avo vachibvaruka Kunyepera kuita munhu kwaye apa chimbuya chinoswero nyeya vana mufunge, kokuzoti hatidi anorecoder. The target here wasnt Tarisai,, it was Joey naMai Maketeni Kiti yaranga mapenzi arikurwisanisa our celebs. Hezvoko bwaa #MadamBossInternationalBrand

  • Share: