Mai TT Instead Of Kusenzera Mari Yezvikwereti Vakuba Varume Vevanhu PaEngland

Kamuchacha ngaasiyane nemurume wemunhu kuUK ukoooo please usafambire kuputsa dzimba dzevanhu.Gilbert ane mukadzi nevana vaanotodawo.uri kuvanzirwei kana iwe uchiti vakarambana.hapana kana kwauri kushanda uri kuswera wakavharirwa.kamhunza musha kemunhu.

Murume wacho akatobvuma paakaenda kwacc vedu ava akanzi hande tiboudza kamuchacha kt ndiriyo akaramba murume wacho hanzi mira ndipedza hondo dzangu ndega. Mai rambai tinzwe nokuti Gilbert akatobvuma akati siya ndipedze nyaya dzangu achiudza madam nezuro kuma6.Gilbert neumwe sahwira wake anonzi Phinias akudanana naChie masiziba so imba iri kugara mai tt yaiva yaPhinias iyeye akugara kuzim so yakangosara nagidza achiitira maths dzake imomo

.mubvunze mai tt kt nezuro gidza akauya nguvai kumba coz aiva kumukadzi nemapresents evale ainge akapfeka woolen hat yerudzii nejacket paakaendako.its not fair asi. Nezuro taiva nagidza pavideo call nezuro tichida kt akoma vedu vaende naye kuna mai tt anovaudza kt uyu mukadzi wangu zvikadzi zvinozokonzera drama rega ndipedze nyaya ndega.

Gilbert agara ihure mukadzi wake aneta naye.phone yaGidza yakaringer iye achigeza kamuchacha akadaira kt ndiwe ani.....g.f ikati ndine mwana naGidza ndiri kuda mari kamuchacha akamuti ndanew g.f yake usafonere b.f yangu.kungoti g.f ine mwana naye mughananian otherwise dai atouya ega.g.f ndiyo yakazoudza gules muridzi wemurume kt kwaita hondo murume wedu akuenda gules vakati musandipinze ndimi vamwe munondirwadzisa.

  • Share: