Mai TT Vopindura Tatelicious -Ziva Kvekugara MuLibrary Vana Vangu Havazi MaSquatter KuZimbabwe

Dear Asylum seeker 
The only struggle I have kubhadhara munhu wese at once but otherwise ndozvandirikushandira. 
Kuita ma shows kushandira vanhu. 
Kunyika kwanguhandina kudzingwa ndopinda straight 
Handinazve nyika yandodzingwa uye yandorambidzwa kupinda because handina zvihendekeserwa. 
Nhamo yangu irikungoti dayi ma shows achipera ndaita mari ndabhadhara munhu wese ndadzokera kumhuri yangu. Kurikugara muUk ndakachengetwa zvakanakisa handigare hangu mulibrary. 
Ndakasosiya nhau dzevanhu because munhu wese anenhamo dzake ndosaka ndirikumhanyisana nedzangu.
Kuri kumba vana vangu chavanosuwa ndimai chete otherwise varikuchengetwa havana kugovewa kunge imbwa dzevarungu.
Peace of advise dayi wanyanyofokasa nekusettler warega kuzvisimbisa nekuti hakuna munhu anonzi homwe. Kuseri kwecamera kune misodzi. Ungazvifadze nekutiseka hako asi chokwadi ndechekuti hakuna nhamo inokunda kushayiwa nyika yekugara . 
7 years uchiita malive asi kana frying pan watadza kubuda nayo munyika yevachena, tsvaga Mwari urege kuswerofadza vanhu kuseri uchiungudza. Usatione kunyarara tirikugadzirisa dzedu nhamo. 
Wafoira as a man and as a woman , kufoirakwako unoshuwira tese tidonhe asi zvikuramba. Iwe wawa semasvingo eJericho , wakufanira kutonzi book 📕 sezvo wakugara Mu library yemarefugee. Hatidi kukuseka wakasekwa naMwari nekuda kwekuondomotsa vanhu kwaunoda kuita uchida kunzi urimudzimu. Zvangu zvikwereti bata mashoko by February ndendapedza ndavekumba iwe uchifamba chete nespeaker. 
TIsiye tishande hatigone kupemha sewe mago fund takavhurirwa tikavharisa nekuti tajaira kudikitira. 
Mwari dayi akusandura waona kuti chasara pauri muromo chete . Naiwawo ndinoti uswere zvakanaka.

  • Share: