Mazimba Oti Maitt Vadzikisirwa Kunyadziswa Kuendeswa Kwakazara Vanhu From Chikurubhi

So zvonyadzisa kudzikisirwa uku kuunzwa pashow pakazara vanhu uine ma jailguards

 

 

 

Nhasi tonyangadzwa naKetsvina achiwona kamuchacha akasimba kudai

 

 

 

 

Ndachikumbiro kubvunza kuty ruoko rwakadzikiswa urwo nderake hreπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚akutange akapfeka pulling socks reblackπŸ˜‚

  • Share: