Mazimbabweans Ochema Winky D Achatiurayisa Madiro Atinomuiita

Chinhoyi yakanyanya hanzi Gaffa rakapedzisira ragara pasi ma fans akatanga kuimba ega ma songs

 

 

 

 

 

Winky D ndiwe mumwe uchatiurayisa iwe mudiro watinokuita so kaGafaaa ndibaba isu kwedu mukwasha 💪 akasupporta gaffa anotobvisirwa mombe nhatu

  • Share: