Mazimbabweans Ojamukira Java Siyana Na Tinashe Mutarisi Iwe Hauna Basa Huyaka Ufambe Muharare Usina Ma Body Guards Tikupedzere

Huya ka paGround kana waka penga, deep down uri kunyatso ziva kuti wamamira... Kana wakapenga lander muZim nhasi or mangwana... This time ndopaucha ziva kuti Mercy haasi Mutsvene....

 

 

 

 

 

Takambo kuudza kuti kangoma kana koririsa kanenge koda kupaduka hezvoo unotonya chete gwendo gwunoMadii makwana nhy baba imi kuna Mutarisi waita mwana mudiki haaitirwe zvichihwai hwai unokuvara

 

 

 

 

 

mugame....ziva zvekuita ana ngeiiiiii uko zvawaudzwa mxmPaunouya zim Dai magunners nepolice vambokusiya uchifamba wega vasina kukuchengetedza tambowanawo

 

 

 

 

 

 

mukana wekukumamisa mbichaniUnoswera uchiti handikwereta iwe Uri mukwereti mukuru kamukono ketsambarafutaIn your lifetime usafe wakabata Winky D na Tinashe Mutarisi (Godzilla ) vanhu vanokutsvangura

  • Share: