Musikana wekuba Mapads Mushop Otengerwa Mazigrocery Akusi KuSupporter Chinbavha Here Uku

Kukava datya dzimwe nguva kuriyambutsa zvokwadi musikana uya wekutenderedzwa aba ma pamper akazowana ma donor, Mwari vanga kupfuura nepaari vachida kumupa breakthrough vamwe musazozvizama morohwa mukafa

 

 

 

 

 

As much as we commend this good act of kindness from well wishers, pple must understand kuti hasha dzinoita ma employee vabata mbavha its cz its frustrating kuitirwa stock take wowanikwa waka shota & lose ur job or kubatirwa pa pay yako usina kana explanation kuti zvinhu zvingave zvashota sei nwy musazono bewo nyasha dzosiyana😂

 

 

 

 

 

Zvine lucky uye wekugerwa atadza kubhadhara Mari yekurukwa azotengerwa hembe wani nhasi kwane mbavha 😂😂😂yatengerwa grocery

  • Share: