Nelson Chamisa Achidya Beans Uyu Ndiye President Wevanhu

Mukomana achirova beans😁President akadaro shuwaIs humble than munangwagwa anedehwe risingadaire mafuta😂😂😂

 

 

 

 

Zvinoratidza rudo nevanhu zvese nenyika yacho hpana munhu asina basa my president you're blessed my God bless you in all what ever you do, we love you ZimbabwensNdozvinoratidza kuti anoziva utano.

 

 

 

 

 

 

Idyai nyama imimi mukuvare necholestrolZvino mukati achirova beans todzoka tofunga beans dziya dzinenge beans nekuti beans chaidzo hadziroveke nekuti hadzisi beansKkkk majaira mapresident vanoda kudya zvakanaka vachiguta ivo nevana vavo ,vasingawadzani neruzhinji ,

 

 

 

 

Ndozvimwe zvinotiruzisa izvi aifanirwa kungohwandawo, munoti Mnangagwa hawanwe here freezit but anopinda mu mota cad muye obva ariti kweeeee kweeeee obuda hake so.

  • Share: