Pokello Nemwana Wa Locadia Tsvangirai Ngochani Asi Tezvara Vake Vanoti Pasi Nengito

Unobva wazvishaya zvapokello wedu uyu nayo ngochani asi atezvara vake havadi ngochani muno apa muroora nengochani rume yakazviita mukadzi mabestfriends hoyoo muroora wenyika

 

 

 

 

Anotyisa mwana waLocadia chero Ivo Mai vachoMwana waApostle Locadia ka uyyu, she can buy your life and your afterlife, she is my crush and my tiketi kupinda muCanaani😂😂😭😭

 

 

 

 

 

 

Tezvara vake vanoda ngochani hamuone kubudikira kwadziri kuita mazuvano pese pese sehohwa🤣🤣🤣🤣kana ana wasu ava vari kufamba vakashama wani vachizvimaketa kkkk

  • Share: