News

Celebs

Celeb News

Prophet T Freddy Message To Artists Who Care About Fashion & Not Make Hit Songs

Celeb News

27 Nov, 2020 | Posted By: Staff Reporter

Prophet T Freddy Message To Artists Who Care About Fashion & Not Make Hit Songs

Prophet T Freddy is trending on social media after posting a video in which he called out some musicians for only posting photos on social media dressed nicley and not making hit songs. Ukaona artist akungo posta photos on social media akangochema woziva kuti artist iyeye apera. Artists need to make hit songs and not focus on fashion. Watch the video below of Prophet Freddy.

Fans and artists reacted with mixed emotions to the posts see their comments below.

buffalosouljah1
 But koinini ndakagara ndichichena from day one muindustry 

kikkybadass
aikaka

noxguni
Shades thrown

babyboi_memez
Pindikiti kubva paakatanga kuchena zvakabva zvadhakwa 

pixiejadie7324
Stunner

uniconfessions_zw
Kkk ska Mudiwa angangogara akapera?

zisupreme_irish
Chintaulila Chindiudza 

tinofarar
Tocky vibes akapera paakangoita video achitamba golf. Kubva ipapo hazvina kuzombobuda mushe

star_wills19
Let the people in the music industry talk iwewe uri we miziki ska nyarara


fox_don_dollar
Dhuterere akutipa maHits achichena wani

aaronmagura
Freeman agara achingo geza nekuchena hake

mvengemvenge_ezomgido
 voice rababa avaka... it doesn't add up nebody yavo

elviddo.23j
Nyarara iwee kana wava prophet chaiye wozouya


farry_harry
Unongoona nekutanga kuuya kumusic wofuti wobva wangoziva kuProphet vaperawo futi good night 

juts263
 dzinenge dzadzakatodhakwa nebonde zvadzo. dzakakaita kupera simba... iyewo munhu wacho haanaki, munhu kufunga maArtists after sekisi

matsanurabertha
Iyi mboko iyo kubva zvakapazirwa Church nevakomana vekanzuru musoro bhangu wake hauchatore zvakanaka....

manexy17
Kkkkkkk haaaah vana stunner n Mudiwa nacde Van Choga  Freeman regai timbomusiya ane EP ka soon apo

i.might.be.him
anopengaa uyuu saka arikuti Chiremba akuperaa.. ane pamuromo... munhu ototadza kuchena nekut anoimb

Brightwell Mbulawa
Jah master has been attacked

Washington Collins Chikafu
Jah prayzar n killer t

Chris Mathew
FreemanFreeman Hkd DangerZone inzwaw kushay kweidz #freeman n freinds ,we love u doc ,see u September

Mavis Chibanda
Mwari havagare pane tsvina siyai munhu achene haisi mari yekuba i mari ye simba rehuro hwake chaipa chiii apa. Achene achenerei apfeke madhumbu huri akutambura toziva zvipi. Ukaona muporofita opinda munyaya dzakadai apera

Nyasha Mabika
Iiii Inga shoko rwamwari rinoti mwari havadi tsvina wani kana mwari vakuropafadza woregereri kutenga sipo yekugeza ne hembewo dzakanaka kuti uwonekere hahaha izvo hazvidzikise level remunhu ndaramba

Charloe Wekwamboko Atembo
Aa prophet varwadziwa dhehwa aingochena kusvika afe aingogonaa


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
Staff Reporter zimeyenews



FOLLOW US