Rufaro Mukadzi Wa Jahprayzer Nemanakiro Awakaita Ayo Wochaiswa Mapoto Jp Kana Achikuda Adii Kuisa Ring Nekuchata Not Kungozvariswa Hazvina Chiremera

Rufaro nemanakiro awakaita aya wochaiswa mapoto naJah prayzer kana achikuda adii kukunyala \ muchato nekut nhasi mukafuma marambana hapana chako nevana vese 5 wawakamuzvarira ane hutsinye murume uyu tikasvika June asina kuronga zvemuchato musiye haana future murume uyu busy kuhura chete.

  • Share: