Seh Calaz Vonzi Vanobhowera Kuganira Ndivo Vaiseka Sauro Kuti Anoita Zvemutoriro Ngavataure Akauraya Souljah Love Wacho Tizive Senyika

Uyu anondibhowera kuganhiraIdziwo idzi ,Hanzi naCalaz Jah love akauraiwa sezvakaitwa chikomana chekuNigeria Saka Mazimba maifanairwa kuprotester kuti chii chauraya jah love.....

 

 

 

 

Vana calaz ndovaitova number1 kuseka Jah love paai abuser madrugs iye ari diabetic...nhasi haasisipo makuita kunge maibuda zvisingaite.

 

 

 

 

Uyu anoshaya you can't compare munhu wemadrugs nemunhu akauraiwa plus Jah luv aiva neshuga kaaMunyori ungamukira kutaura zvisina kutaura munhu ko parichadokera

 

 

 

 

Postmortem yei munhu aiita madrugs iye Aine sugar zvamodawo Ku compare so

  • Share: