Shashl Obatwa Achihura na Fally Ipupa Jr Kubhawa Ne Boyfriend Yake Levels -MaNudhu ALevels Ndokulikiswa

Zvirikunzi Shashl akabatwa arikubhawa na Fally Ipupa Jr we Laparada Motors nemukomana wake Levels. Levels akaudzwa kuti musikana wake arikudanana na Fally ndokuenda kubhawa nehasha. Asvika kubhawa zvirikunzi shamwari ya Shashl yakadirwa levels dhoro ndopakabiwa phone yaLevels. 

Mushure mekunge  Phone yalevels yabiwa Instagram yake yakabva yatorwa and ma Nudhu aka aka kandwa pa social media. Vanhu vakavhunduka ne nyoka iri mubhugwa ra Levels. Vanhu vaba account ya Levels vaposta izvi pa page rake.

  • Share: