Solo Naiza Boom Fans Oti Anekakupenga Kasingazonakidze

Solo mupei award rake please, kupenga anokugona too baad...不不不不不

 

 

 

 

Ini hangu naizaboom comedy ini hangu inekakundibhowa soo especially iyeyu wekuimba bhajeti

 

 

 

 

Kna zita rake aisagona kunyora ku xul 不蜩unhu anga anzwa nekudzokorora iyeye

  • Share: