Tallyn Ndudzo Oti Vanhu Vanobvunza Asi Uringomwa Hauzvare Ndimi Munenge Makatiroya Here

Tallyn Replying Bee Wezhira  "Taura Hako ungati ndivo vanorara newe or vakakuroora or vanokuchengereta mwana😢 or vakakuroya"

 

 

Nyaya yekungoti munhu sei usina nhumbu, woda kuita nhumbu riini, why Zimbabweans. Maplans anosiyana, ok ko kana munhu achitodawo but Mwari vachiti uchazoita pamberi apo.

 

 

 

 

 

Ngatifungei tisati tangonyora veduweee people go thru a lot. Chero ndikasava ini but pauchada kuzvitaura kune umwe munhu tanga wafungawo. Every pic, ko iwe hauna mimba nanhasi aah guys😭

  • Share: