Teo Events Onzi Anongoshandisa Vanhu For Clout Ngaabatsire Shema TV Kurufu Kwachivi

Teo zvekushandisa vanhu ndozvaanogona manje . Akaona munhu achitrenda anoshandisa that opportunity kuita mari iye munhu uya pasina chinombofambawo kuside kwake .

 

 

 

 

Teo ari selfish zvekuti ikozvino akati name name naShaquille page rose inongova Teo apo anomubhadhara nephoto shoot mufunge. Inodyiwa here photo shoot, inobhadhara mabills? Teo kane hutsinye ndosaka kakangotsonga tsonga. Hutsinye.

 

 

 

 

 

Teo a post yega is not enough, wave papi kuenda kwaChivi. Makuita kindness yekuoffer neremote but makamhanya kuti kwati neproject yake payakatanga kuita mbiri muchida kumarketerwa business renyu handiti?

 

 

 

 

Nhasi akuchema Sharon makukanda two lines dzetwumaposrs netag mototi zvavharana 😢It's not good , idai munhu mukufara nemukusuwa.

 

 

 

 

Teo watadza kuronga deco nevideo shooting kunhamo uko kubatsira Shema asagare akangoteya phone uku achida kupa maupdates ariye futi. Kutadza kutenga dhazeni rechingwa Teo shuwa vanhu hakuna chingwa kunhamo uko.

 

 

 

 

 

Don't be a seasonal buddie iwe Teo, enda kunhamo uvigirewo mbuya vaRuva wreath yakanzi GOGO. Nhai munhu wepi asingachemi nevamwe? 🙄Geza uende kunhamo iwe Teo unorerutsirawo Shema uko.

RipGogo.

  • Share: