News

Celebs

Celeb News

Thomas Chizhanje Says I Helped That Man Anonzi Tatelicious AriTsuro Akutsaga Mbiri Using My Name

Celeb News

02 Dec, 2020 | Posted By: Staff Reporter

Thomas Chizhanje Says I Helped That Man Anonzi Tatelicious AriTsuro Akutsaga Mbiri Using My Name

Thomas Chizhanje full Response to Tatelicious after she posted a video bashing him. Watch the video below.

Response from Thomas

Hi Guys

I never address vanhu vanongo tsvaga attention nezita rangu..

I helped that guy anonzi Tatelicious asina kana munhu one aida kumbonzwa nyaya dzake dze hungochani..

I had a platform and I believe my platform is for everyone and I did online interviews naye..

Achitaura Dzehu transgender hwake etc etc...

Ayitukwa nevanhu ini ndichitukwawo kunzi unounzirei tsvina dzakadai pa platform yako..

But inini ndiri munhu wevanhu so ndakango munzwisisawo...

Ndikamuposta kusvika vanhu vakumunzwisisa nekutobuditsawo nyaya dzake muma newspaper akaita sana Sunday Mail..

I have never been friends with her aingivawo munhu wandaiziva pa social media wandakabatsira.. I have never send him any picture of me..

I have never been helped naye kunze kwekutsvaga mbiri nezita rangu achitadza kunyatso nditenda since I helped him..

The least she can do is not to talk about me...

Panyaya ya Ex wangu akauya ku insta kwangu achiti he can help me attack my ex and I ignored her and the next day she went on live attacking me!

I am HIV negative and its shocking that people in this day and age people still think kuti someone ane ma pink lips aakazvarwo nawo means he is HIV positive!!!!

Is that your Thank you Tatenda..

You say a lot of bullshit about me for munhu akakubatsira..!

A lot of lies..the other day u told people I called you ndichikuudza kuti I had sex with Madam Boss...

What do u get from lies...

Ma love nema likes?

Cmon u can do better!

Ayehwa dzikama...

Ita semunhu mukuru nhai...

The following that you have should be doing something for you now but noone will take u seriously when you busy lying about people!

Inga you have a beutiful voice...imba ka! paunonzwa kuda kunyepera vana vevanhu..

Shuwa ndikakutumire blambi yangu for what?

Ndokudii?

I am straight!

Ndinyarewo sha!


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
Staff Reporter zimeyenews



FOLLOW US