Vanhu Votenda Tinashe Mutarisi Kuti Achinja Hupenyu Hwevanhu Vakawanda Nekuda Kwemabasa Not Zvana Wicknel Kutora Zvevapfupi Nekureba

Zvimwe tingatawure hedu bt Tinashe Mutarisi achinja hupenyu hwevakawanda one mbinga isina noise kwete zvaNhingi vachitora zvevapfupi nekureba 😏 May God bless you Elder ✊

  • Share: