We love Them Vanogona Kuimba Terry Onzi Anowandira Ku Fashion Greatman Kumuromo Anowanza Pamuromo Azosangana Nemukadzi Wake

Terry akawandira ku fashion Mukoma giritimeni kumukanwaKokungo taura nyaya yako zvakanaka kkkkk mkoma Great vanepamuromo shame😩woti madam nekuku , baba nekoko haaayi😩 Terry bhooo munhu manje

  • Share: