Winnie Mahachi Opondwa Mpumalanga SouthAfrica Achibva Auraiwa Achifamba Zivisai Hama Dzake Ku Zimbabwe

Winnie Mahachi apondwa and she died in Mpumalanga south africa,kuZimbabwe aibva kuMbizo16 fambisai message iyi hama dzake dzivanikwe

 

 

 

 

It's the second person now mumwe apondwa kuCapetown

 

 

 

Haaa nyaya ya Winnie soo kaaa haya ndakadzidza naye ku primary aigara ku rain rekuseri kwedu zvakaoma mufungeMunhu kuzvifambira hake obva apondwa otakurhwa kunorasirhwa kusango . 

 

 

 

 

 ZvakutyisaIt saddens me to announce that Winnie mahachi passed away. it Is said akapondewa in Mpumalanga South Africa. In Zim aigara kumbizo 16 fambisai message hama dzake dzizive.

  • Share: