News

Celebs

Celeb News

Zuva Habane Urban Tete Benefits Of Matinji

Celeb News

29 Oct, 2020 | Posted By: Staff Reporter

Zuva Habane Urban Tete Benefits Of Matinji

*BENEFITS OF HAVING MATINJI*

YOU NEED TO KNOW ABOUT MATINJI CHEKUTANGA HECHI Regai titange nekugadzirisa information yamakakura muchiudzwa and yamuchiri kuudzwa nanhasi kwamunomboudzwa zvesviro, inove isiri yechokwadi. HANZI MATINJI ANODHONZERWA MURUME Wrong and false! Matinji haasi emurumeba kwete.Ikoko kunyeba. Matinji ndeako iwe mukadzi. Why and how? Matinji anoita mabasa aya pamukadzi:

a) Matinji anobatsira kuti beche rako rigare rine higher temperature., beche ripise and rinopisa kukunda beche risina.Thats why murume achiti akazosangana nebeche rine matinji anoti riri kunaka nekudziya more. Otopenga naro.Zviri pachena ka izvo.

b) Matinji play a very crucial part pakudzivirira fading yepama pantie or tumwe tuma bacteria kuti tusapinde mubeche mako.Fading iyi ndiyo inokonzera ma candida among other causes.

c) Matinji anowedzera sensation yebeche pakuti they increase surface area inenge yave exposed ku stimulation.Just like how mukadzi ane chibhinzi chihombe (monster clit),achinakirwa nesviro kukunda ane ka normal clit or ane kaduku.Reason yazvo ndeyekuti muscle iya iri pamurume inonzi cavernosum inomis mboro pabeche rako mukadzi pane two ma muscles iwayo. So blood rinenge rakufanira kuti riuye kuzvimbisa matinji rinenge rawanda hence more kunakirwa.Chinoita kuti mboro imire iblood flow.Chinoita kuti beche rizvimbe kana ratota iblood flow.Wapabataka apo? Vakuru vedu vakare vakazviita but vasingazive kuti sei zvichiwedzera kunaka kwemukadzi ivo voti manje mukadzi anofanira kunakira murume yet mukadzi anotowedzera kunakirwa iye. So haufaniri kunziba dhonza kuitira murume wako or kunzi unogona kusangana nemurume asimangade. Ko anogomada kana kusamada kuti ndeake here? It is done for your pleasure iwewe.Zvakangofanana nekunzi bvisa chibhinzi or kuudzawo murume kuti bviswa foreskin.The foreskin is the part yemboro yemurume ine feeling rese.Ndeyake foreskin, just like matinji ndeako iwewe. Hazvinganziba murume checheudzwa in case unosangana nemukadzi asingade foreskin.

 

You do not have to adjust Your body for anyone, having matinji or not does not escalate or lower your value as a Woman. It doesn't help you " keep a man " or " lose a man"
Im publishing This for those who want options !
RECIPE YEMADZIMAI ,KUKUDZA MATINJI*

Pawpaw leaves dry them then woputa like fodya
usanyanye anorebesa.
Mutohwe leaves dry them then woputa usanyanye again.
Rekeni yeblack pisa then wozora vaseline wodhonzesa.
 Vaseline blue seal yakadaro can do futi dhonza everyday till desired length.
 Pisa manhenga eBat/ chiremwaremwa  then mix with vaseline wodhonza
(tsvagai kunana mbuya vechikuru they can help you to get one)
 Tora banana peels  womapisa then dota racho zora pamatinji, usadhonza they do thega.
 Nzungu kanga till dzatsva kuita tsito black then mix with vaseline wodhonza.
 Zorera nhundurwa patutinji don't pull anozvimba but
paanoserera anenge atokura ukazviita kana ka4 unenge
wava bhoo asi zvinorwadza 

Moudzana udzana ikoko.
NB: follow instructions as is


ABOUT AUTHOR

Staff Reporter
Staff Reporter
Staff Reporter zimeyenews



FOLLOW US