Politics

October 10, 2023

Nelson Chamisa Oti Hurumende Iburitse Job Sikhala Nekuti Pashata Health Yake

Nelson Chamisa, leader of of the Citizens Coalition for Change has called for the immediate release of Job Sikhala.         Sikhala has reportedly fallen ill in Zimbabwe’s most feared Chikurubi Maximum Security Prison where he has been caged for 483 days facing charges of inciting violence.         Said Chamisa, ” FREE JOB SIKHALA IMMEDIATELY!”     Chamisa said he is deeply concerned about the fact that Hon Job Sikhala is seriously ill.am deeply concerned about the fact that Hon Job Sikhala is seriously ill in Chikurubi Maximum Prison.       In particular the fact that he has blood in his stools is a very serious condition which requires urgent and expert me

October 08, 2023

ZBC Workers Varikunyeperwa ZveRape Izvo Nekuti Vakaramba Kupusher ZANUPF's Propaganda News They Said

from inside information those guys refuse to publish ZANUPF's propaganda and they refuse to be ZANUPF's puppets, that's why there are now being accused with fake cases         Something is fishy . What if they are being framed. Vanhu havangaite mhosva 1 Ka kunge money heist.         There is an agenda behind chete

September 13, 2023

Mutare People Havazi Kumuda Vanoda Regai Tsunga Misheck Mugadza Minister Of State Manicaland Province Otenda VaMnangagwa

I am honored and extremely humbled to have been appointed as the Minister of State for Provincial Affairs and Devolution Manicaland Province . I would like to express my heartfelt gratitude to His Excellency, Dr.           Emmerson Dambudzo Mnangagwa for entrusting me with this important responsibility.l have accepted the appointment with humility. I would also like to thank the people of Mutasa South Constituency and Manicaland as a whole for their continous prayers, support and pivotal encouragement.           This is an Allotment of time with a conglomeration of opportunities and an assortment of positive possibilities to build, construct and develop Manicaland Province and Zimbabwe at large.  

September 06, 2023

Sandra Ndebele Oti Kuvenga Jahprayzer Kupedza Nguva Give Credit When It's Due Anogona Zvekuda Kwatinoita Zanupf I Choice Yedu Mazimbabwean

Giving credit where its due. Great Performance by my brother in music at Jah Prayzah 🔥🔥🔥. 📷 credit : Sharon Rudoe Mumvumi           Stay positive my dear,and proclaim positivity though the environment might seem negativeJah Prayzah kumuvenga kupedza nguva cause the guy is busy making big money while some dis him.             Everyone supports were his bread is buttered, that's the normal way of life. The guy is one of the greatest right now in Zim music industry and we can't deny it cause his success is evidence. Jah mudhara and respect to all Zim artists who are also riding high in the industry. One loveSandra Ndebele keep at it!Jah Prayzah kept practicing and he is now way ah

September 06, 2023

Zimbabweans Still Having Hope In Chamisa Arikuziva Zvaari Kuita Ndiye President Wevanhu

Chamisa anoziva zvaari kuita musiyei anyarare. Ko Zanu makahwinha murikutarisirei munhu aşina kuhwinha başa ndere kungoti Zanu this Zanu that, kusvika makutaura muchiti Zimbabwe this Zimbabwe that tinenge tava paşame page           KO murikuti Chamisa Chamisa arikunonokei endesai nyika Mberi matomu munawo, hee ariku waster time time yaaniko yake hake...           Itai yamuri kuita musiyei aWaste time yake plus kana makahwinha Re-do munotyei hanty munongohwinha kana muchidiwa           Chazvakanakira Chamisa haasi kutambura hake arikutoda kubatsira isu ndipo paunonzwa rimwe zimunhu rinotori nenhamo dzaro ranzwa kuvata mukitchen kunge ndiro hanzi saka muchaita c

September 06, 2023

Pokello Otendwa Akadzidiisawo Mukadzi Wa Emerson Kugeza Chaizvo

But maiguru vaimbozvibata huyanga. She just did a 360, hence jnr akuda kuvakwanisa kwanisa pamapicture. You can tell he is proud of her.       Pokie Ari akawanda pakuchena, maiguru vakawanda parunako. Hands down Leya is way prettier than pokie            Emerson Junior Wife Was Looking elegant ku Inauguration 😍 

September 04, 2023

Glennora Councilla Womberaishe Abducted Opondwa Zvinorwadza Ne Zanupf See Pictures Sad

🟡The attached images show our Glen Norah councilor, Womberaishe Nhende, @Cde_Wombe who was abducted, tortured, drugged, and dumped in Mapinga by the Harare regime.           His only "crime" is being a member of CCC. The panic displayed by the Harare regime is indicative of their knowledge that they did not win the 2023 election.         🟡Get well soon, my brother, Womberaiishe Nhende. one dayvits one day hapana anorarama panyika nekusinga peri. .Those injection. It won't work against you.. pavanofunga kuti uchafa vachakuona wakasimba kudenga kuna mwari #zimyouthmovement            We need new leaders.🇿🇼Acts of cowardice noone wins and g

September 04, 2023

Jahprayzer Obviswa Chiremera Ku Inauguration Kutonhodzwa Kwachauruka Mukomana Murefu Anyadziswa ZveZanupf Muchazvirega

Jahprayzer Chimira tazvinzwa Chimira 😂😂😂 apa unenge usati wabudirwa ma1 😂For example uri pakati pekuimba Chiremerera wobva wabviswa Chiremerera 😩😩😩😩         Painful Whoever was shouting paya his so barbaric nxa🚮🚮Vagona gore riya zve akaimba kuronga kwaro gamba now handina kubvuta ndakasarudzwa isu tichiziva kt akabvuta haiwa 😂 anzwa bhata murefu.. ehe ndomuda but ko kuzotsikisa mimhanzi achikuza muroi ndochii             Uyu wo Jah prayzah ngaasiyane ne zanu pf ,ndozvinoratidza kuti inenge isina basa newe isu sema fans ake toshaya zvino pekunyariraNdopaunotozoona kuti ka song kaye kekuti KUTONHODZWA KWA CHAURUKA zvakanenge kanoto maker sense

September 02, 2023

Hopeless Zimbabweans Voti President Chamisa Let's Do Something Ndimi Makabata Hupenyu Hwedu 2018 Can't Repeat Itself

With all due respect Mr President💛, you assured us before elections and said this time there isn't room for rigging, and it looks like ED is smarter than you now. We voted for you this year hoping what happened 2018 will not repeat itself, now we have just repeated 2018 again!!           We have been cheated. Mr president my question is till when? Do you have a different solution? Nyika haina mabasa, a lot of traders are informal sectors, hand to mouth is our form of trading.             Tikangoregera kushanda mhuri dzedu dzinofa nenzara. Mapurisa akangonzwa kuti ndozviripo mashops akutovhariswa early in town or kutovhariswa totaly and we won't have sustainably revenue because of that.

August 29, 2023

Politics Dzemu Zimbabwe Ma1 Chiwenga Opandukira Ed Verengai Zvizere

ED ane 80 yrs September anenge ane 81  General ane 67 Sibanda 68 Opa 64 Kembo 73       ..ED akabva angwara ndobva aisa Kembo na General Chiwenga ku position iri useless in the world**Nhasi vaita meeting kustate house naMalaba          Vachitaura nenyaya dzekubira ma election world yese yakatarisa saka vaudza malaba kuti a blamer zec voti pane zvisina kuitwa nezec zvakanganiswa nyaya yekushaikwa kwebepa rekuvhotera nekudzikisa ma%Ah Ed pobva panzi ne court Re Run saka pakatoipa cos Rerun panzi pachorohwa mbiti .Namatai atidi zvekurasikirwa nehama dzedu isu.           Chamisa ane V11 rakasimba kuwinner akawinner but chikuitika kune varisikuda kuti Ed abve nekutya kut

1 2 3 4 5