Olinda wanzwa here kuti sisi Melly wavaiseka high tea yavo kuti yanga isiri classy vauya kuchando ende vauya kuzoita function ichange iri classy plus kunenge kwakazara kudarika kwako.Uchanyatsozwa bhata musi wacho.
Mbuya na Sekuru Murata Voti Isu Sevabereki Hatisisina chiremerera Musatibatanidzira Munyaya Dzake Maitt Tirivafundisi Iye Achazotiudza Abuda Kuti mhosva Yaakapara Ndeyechii. Zvaikozvino hatina Chatirikuzivva
Akonotodyiwa Bota Carol Brazilian Girl ochemera Kutengerwa Ticket Rendege To Brazil 🇧🇷
Ko havasati vanemwana kana nhumbu zvayo mapenzi kutambisa usiku vachimwa doro nekuita zvimalive vasina kupfeka i think towers aneproblem chete 😅
Team Mura marombe ega ega vana Tom Jones, Ginimbi Jnr , Sviden, Ndodo ,Tete Masiziva Tv, Miss Blue, Maritah Mariah, General Shellas, zvichienda zvakadaro handisati ndamboonawo munhu musvinhu achicommenter kupage kwamai titi.Even 300 cases we still Don’t care . Jail was built for people. Mura admit everything and tell them I’ll serve time for as long as it takes . Don’t give them a penny till you die . I o they sis works in life kuroya ne kuuraya . Tokuda wakadaro
Na Jp havatombofe vakawirirana zvekudaro kubva paakataura zvekuti Jp na Tyra vanodanana haa na Jp vakabva vaita ma enemiesJP haajairike just like that especially wambosasa junk about him .Munhu uya wekuti mukanetsana will ignore you for life .Mai tt vakataura a lot about this guy so ndoona asingade zvemadrama hake .
Asi akatosenga twake nhaimi 800yuwesi yerent inobvepi saka vachabvisa futi maketeni atakaona achiiswa musi uno apa wasu akatsvaka one room ye30dollars anotorarama ndozvakaipirawo kuitwa spoon feeding zvake zvekuti mhamha mushonga uya uripai zvaguma
Imi vanhu imi murikuzviwanepi zvekuti muñhu one vakasiyana totally vanhu ava ,Princess muchemi anogara Joni anoda zve noise muma street plus haana magadziko nema hips ane door frame, Mhamha Bhamu bhamu veshoka inenge gaba re cobra vari based ku Dubai zvenoise dzemuma street havawanike tisu totovadenha vakabva Joni kare kare ndingabvume mukati vari related asi vanhu twoApa anga achirikunzi Edith Chibhamu kwete Penlope,iko kutorwa mhikicha wakanamatira varume unokuda fani 😉
Apa payiitwa ma deals eku recruiter vanasikana kuti vanodya dhodh* rema Arab pa Dubai apohanzi girl child empowerment 😂😂😂😂 hehehe chegore iroro ka 🤦ðŸ¿â™€ï¸Hanzi zuva akatadza ku qualifier vakaramba adye dhodho ravo
Brazilian Drug Dealer, Zimbabwean Couple Arrested And Jailed 21-07-2022 | 10:05 Brazilian Drug Dealer, Zimbabwean Couple Arrested And Jailed Africa-Press – Zimbabwe. A Harare magistrate has jailed a Brazilian drug dealer Karoline Silver Mafra (23) for seven years after she was convicted of unlawfully dealing with dangerous drugs. Mafra was jointly charged with two locals, Patience Murinda (32) and her husband Slegfriend Zibusiso Ndlovu (33) who were also slapped with a seven-year jail term. Harare magistrate Ignatio Mhene suspended two years of the trio’s sentence on the condition of good behaviour. Mafra and her colleagues were arrested last April at Robert Gabriel Mugabe International Airport after the police received informa