Shadhaya musoro unenge vhiri re bhara ungati heee siyai mvana ingawani JP akufara wani ne mvana yake .Pamberi nezvima mvana zvisiri zve nhema nhema .Haaaaa kna uchida kuvengwa kudarika ZANU chingodanana nemunhu wako zvemachokwadi....hmmmm zimba rinokuvenga pasi nekudenga
Zvikiti , Nandi haasi mwana here?koMicky, ko vana vaKetty so vaFeli ndovari special ,kuti vana vaPrince Charisi here? tongai zviri fair, akatukawo vevamwe iye Feli*Mai tt unsulting other people's parents.... *Zvikiti🗣 ...Yes go Mura ... *Mai tt insulting other people's children ... *Zvikiti ....🗣 yes yes go deaper Mura . *ketty insulting Feli 's parents ... *Zvikiti 🗣 musapinza vabereki ... *Ketty insulting Feli's children ... *Zvikiti ...🗣 ndokunonzi kurasika manje musatuke vana... ndatozoona Feri aribho mafans ake ndoma bully and masasikamu.
I can't wait kunzwa tete tilder vachibvunza kanhu aka kuti imhosva yei yakakuunza kujere🤣🤣🤣🤸♀ï¸ðŸ¤¸â™€ï¸ðŸ¤¸â™€ï¸
Hanzvadzi yaseh calaz yakazobudawo mu1room ezvino yakurarawo pafantasy asi ndoona kunge musiri make umo kuti hana kushanya iyeyu or aku advertiser🫣
Olinda Reply Hanzi kna michimuda tytan wacho huyai mumutore kna muchion ariku abuswa hanzi haasi mutsvene tytas 😂😂 tabvako kulive wat I can say is hazvina kumira mushe kwankomo
Other Djs in other countries are graduating wedu Dj Fantan busy kuita zve Zanupf
Ketty kana uchituka Felly usapinze vanhu like Bruno nana baba Harare urikuda kudonhedza Bruno here ?chiiko chidofo here or ingozi vanhu vachapedzisira vavekukutua tarisa zvakaita JP pana Felly ndozvauchaitwawo zvigokusvota Iwo mapranga abruno sandi name here pane plastic headboard yako NEMA drawares ako aye aye aye anogara akati nyangarara asingatovhurike and ndiwe unouya Kuti nyaya dzishaye value iwe wakaita noise madays a Olinda aye uchituma Vana tarini kufona vachinyeba vana middy Vose vaifona vanhu vakabirwa chaizvo vakatosvika pakunyura nekuti munhu akatosimudza musoro ndizvo zvawavekuita again now iwe yako wakapiwa wakuita noise nyaya ichatoshaya Basa unenge watoitira vakawanda hutsinye tuka nezvimwe woregedza kuporongera vamwe nemiwo vezvikwereti makapusa murikuvhiringidzirwa nyaya
Douglas Mwonzora , Calaz naMai tt ...team iri rine something in common, havazive hondo dzekurwa nekusarwa..... Calaz aizvigonera 2013-14 , but akafurirwa kunzi wakupisa ,and started kurwisa Sauro... ndopaakazo kwapaidzwa zvakanyadzisa ...Izvozvi ari busy kurwadziwa naWinky ....matop fans ake ndoakutomunyadzisa. In life you must have wisdom to have ability to choose hondo dzekurwa otherwise dzimwe hondo dzino kupedza ....Why i said those three have something in common? .....Mwonzora back in the days aitombodiwa kudarika Chamisa ,akatombo winner maprimary election defeating Chamisa , but he lacked wisdom he Chose to fight wrong battles ,today he's in the Zim political dustbin .... Mai tt vairira , but she decided to fight with everyone on social media ,and she automatically star
Munyori oti Dai vanhu vakadyirwa mari vabatana votsvaga munhu anonopisa imba yababa na Mai murata zvovharana .iiiii ndarwadziwa ne rough inotaura kanhu akobut mura achaitwa rough isingaite, kana kutotumirwa mhondi chaidzo or ku kidneperwa vana. she must tread careful. shuwa tinozoitaura yave nhoroondo kuti zvakambotaurwa. ayimbotumira ana mai Deco boys kuti dzinovaita rough chinotadzisa vamwe kuzviita chi. Cat family tsiurai mai venyu, makatadza kubvisa ma1 dollar munozoiwanepi yekumurapisa ayitwa kafira mberi. vanhu vakatsamwa imi. God protect kiti even though shes selfish.
Maproblems and mishaps happening to dearest Chikiti its because of this woman, Guys, wakambodenhwa nemunhu akanyarara munhu wese oti ndiwe problem. Everyday this snake yaiyisa subliminal posts ekudenha. She must help Kiti pay back the money cos ndiye aimuitisa pressure. Deep down she knows it. Tarisai is the real Nandipha, soft but deadly. Ipa Kiti 2000us yawakapleja on her wedding. ndiwe wakabata imwe mari yevanhu vezvikwereti, we want that money. we17 000 go and collect 2k from Tarisai 15 000 left. plus mapresent awakapiwa kuUK vanhu vaitoda kusvotesa Kiti meaning half of those presents belong to cat family... thief