Iyi ndiyo handwriting yamai vacho vongovanda kuti ndi mikky ih unopererwa kumwe kuitasoka 😂 😂 😂
Pakafamba hapo satan zvaibuda so suwiti dai vadzokerana🧡🧡Felli rudo anarwo plus shungu dzekugara mumba kudzikama chaiko anadzo. Problem yandiri kuona pane anomusimudzira mhepo or pane zvakabatwa batwa mudzinza mhepo yosaidzirwa iye . Hazvisi zvega veduweee.
Mukoma Para vakasangana ne zodzo kubva kumunhu wa Mwari thank you prophet OrasiI.
Olinda akadya mari yego fund.Zimbavha..Vanhu vakabisa mari yegofund yaShema sungisai munhu.
Zvimwe zvinoda mubedroom chete.Selma mwana weLegend yenyika.Usamubise chiremerera.Mamwe maphoto chengetai mumaphone enyu please.
Shadaya warns Dj Shugeta kuti usatambe nemasvada Ababa vako why posting and coping picture rangu ndiri pa Bridge ndakabata cake 🎂 lol
Jahprayzer new song CHero Oimba zvake Winky D Bigman dissing achiti hapana anokutsanamgurira kuti ini ndorira unozviziva
Jah prayzah anayo international award iyo so mafans a wink G musade kutaurisa ndiye akatanga kuhwina
Rich aunty ndovakatadzwa na Felistas kukuruka Mari , akavati pindai mu round vakati no munhu mbinga hadzitambe round , akamboedza kuvakwereta vakati handizi bank enda Kuma financial institutions Felistas waiti unga kuruke zibishu manyama iri ,vakahura kare uchiri ku creshe vanotonge vaku reader very fast kuti apa hapana hapana waida kupinda mu group re ma rich aunty vakabva vakuratidza kuti hatikude dai nyaya dzavo dzese wadzizadza pa internet vakagona une 2 gig
What’s happening with Olinda is real life impersonation of How Stella Got Her Groove Back When Olinda got with Tytan, her self esteem was very low, she had just been cheated by her ex husband Stunner with a younger sexy woman. Whilst she was morbidly obese at the time, she felt undesirable, but Tytan accepted her with her cellulite Fast forward, she would eventually go for surgery to drain the extra fat & cut off the extra skin, boom she now looks adorable. Automatically got her self esteem back, she’s now start to realise she was with Tytan out of desperation She has upgraded her physique & now she wants a man who genuinely matches up to her perceived level & sadly that man isn’t Tytan Lesson: Don’t save her, because once she’s healed