News

October 10, 2023

Vana Vevhu Vatambudzwa Ne Zanupf Tangove Pese Pese Zimbabweans In Gaza Israel Vochema Hurumende Yedu Yatotisiya Tiri Stuck Muno They Need Help

"Do individuals willingly choose to relocate and reside in a high-risk country, only to later shift blame onto the government when life-threatening situations arise, asserting that they have a profound sense of isolation?"         Even Americans will feel they are on their own living in such a dangerous country. Only those that went there under government ticket have the right to talk like this.           Otherwise if not, just ask for help politely.I've been there.You can't live freely in a country that is surrounded by enemies from all sides and that's why Israel introduced Iron dome defense system which intercept any missile coming towards their territory

October 10, 2023

Nelson Chamisa Oti Hurumende Iburitse Job Sikhala Nekuti Pashata Health Yake

Nelson Chamisa, leader of of the Citizens Coalition for Change has called for the immediate release of Job Sikhala.         Sikhala has reportedly fallen ill in Zimbabwe’s most feared Chikurubi Maximum Security Prison where he has been caged for 483 days facing charges of inciting violence.         Said Chamisa, ” FREE JOB SIKHALA IMMEDIATELY!”     Chamisa said he is deeply concerned about the fact that Hon Job Sikhala is seriously ill.am deeply concerned about the fact that Hon Job Sikhala is seriously ill in Chikurubi Maximum Prison.       In particular the fact that he has blood in his stools is a very serious condition which requires urgent and expert me

October 10, 2023

Mai Dhuterere Looks Old Ivo Varikuma 20s Saka Varikuhurirwa Nemurume Achinhumburisa Raini Rese Ngava Slayewo

Mapfekero aDhuts netumastanzi twake unotongoona kuti itsotsi.Mai Dhuts vanenge vakapfekedzwa kunge kambuya iye achizviita kagheto yut achifamba hake achimitisa tuvana mumasendiraini.         Zvotopisa tsitsi Mai Dhuts varimunhamo nababa ivava ibhinya chairo ndofunga vanotouya nemabhishu pamba vototi waridza pasi ini nebhishu rangu tikwirane ndiyo type yacho iyoyi.         Sorry Mai Dhuts buda mumba uchiri mupenyu usatedzere zvesangano huya tidhakwe nekuhura hedu kumabhawa.Dhuterere akuhura? however mhamha ngavapfekewo zvirinani ,she looks old yet vari kuma,20s .ingoti munhu anoita zvaanoda nelife yake

October 08, 2023

ZBC Workers Varikunyeperwa ZveRape Izvo Nekuti Vakaramba Kupusher ZANUPF's Propaganda News They Said

from inside information those guys refuse to publish ZANUPF's propaganda and they refuse to be ZANUPF's puppets, that's why there are now being accused with fake cases         Something is fishy . What if they are being framed. Vanhu havangaite mhosva 1 Ka kunge money heist.         There is an agenda behind chete

October 02, 2023

Mazimbabweans Ochema Winky D Achatiurayisa Madiro Atinomuiita

Chinhoyi yakanyanya hanzi Gaffa rakapedzisira ragara pasi ma fans akatanga kuimba ega ma songs           Winky D ndiwe mumwe uchatiurayisa iwe mudiro watinokuita so kaGafaaa ndibaba isu kwedu mukwasha akasupporta gaffa anotobvisirwa mombe nhatu

October 02, 2023

Big Celebrity Tyra Chikocho Ofugura Hembe Kuratidza Zvirimukati Iye Wacho Otiti Chii Chakadaro Chinenge Ngozi

Ndochega chasara muzimbabwe kuona Wana Mai wedu waisi kupfeka不不不不不不Kufugura hembe ndokubvira here?       Madama Boss "Chiii ichocho chinenge ngozi

October 02, 2023

Hwinza Girlfriend Maloti Osungwa Zvakabare Mushure Mekunge Aba Hembe Zvakaoma

From Love Drama to Fashion Theft: All the Juicy Details On Hwinza’s Girlfriend Malloti’s Arrest ExposedIn a recent update,         Zimdancehall artist Hwinza’s girlfriend, known as Malloti, real name Millicent Chimonyo, appeared in court on theft charges.       We previously reported that Malloti had disclosed her arrest but she kept the details under wrapsSpeculations were rife that Hwinza had a hand in his girlfriend’s arrest with some suggesting he had done so to get back at her. However, recent developments have shed light on the situation.       Fortunately for Malloti, she was granted US$100 bail when she appeared before Harare magistrate Dennis Mangosi over the weekend. T

September 30, 2023

Hatisikunyengerera Mai Maketeni Votuka Vanhu Varikujamuka Kupa Mai TT Mari - Cat Family Ndoyakati Irikuda Kupa Mai TT Mari

Mai Maketeni Votuka Vanhu Varikujamuka Kupa Mai TT Mari - Cat Family Ndoyakati Irikuda Kupa Mai TT Mari         Hello Everyone just for clarity there are some people who do not know how the issue of money contribution came from.           It was an initiation from Cat Family in support of mai TT.Please it’s strictly for those who are interested not by force.           We are still trying to gather accounts for other countries to use in the meantime we have managed to get UK acc kindly write reference:Mai TT  Cat family ahoyi!!   Elizabeth Masoka 

September 30, 2023

Pokello Nemwana Wa Locadia Tsvangirai Ngochani Asi Tezvara Vake Vanoti Pasi Nengito

Unobva wazvishaya zvapokello wedu uyu nayo ngochani asi atezvara vake havadi ngochani muno apa muroora nengochani rume yakazviita mukadzi mabestfriends hoyoo muroora wenyika         Anotyisa mwana waLocadia chero Ivo Mai vachoMwana waApostle Locadia ka uyyu, she can buy your life and your afterlife, she is my crush and my tiketi kupinda muCanaani唐             Tezvara vake vanoda ngochani hamuone kubudikira kwadziri kuita mazuvano pese pese sehohwa不不不不kana ana wasu ava vari kufamba vakashama wani vachizvimaketa kkkk

September 30, 2023

Teo Events Onzi Anongoshandisa Vanhu For Clout Ngaabatsire Shema TV Kurufu Kwachivi

Teo zvekushandisa vanhu ndozvaanogona manje . Akaona munhu achitrenda anoshandisa that opportunity kuita mari iye munhu uya pasina chinombofambawo kuside kwake .         Teo ari selfish zvekuti ikozvino akati name name naShaquille page rose inongova Teo apo anomubhadhara nephoto shoot mufunge. Inodyiwa here photo shoot, inobhadhara mabills? Teo kane hutsinye ndosaka kakangotsonga tsonga. Hutsinye.           Teo a post yega is not enough, wave papi kuenda kwaChivi. Makuita kindness yekuoffer neremote but makamhanya kuti kwati neproject yake payakatanga kuita mbiri muchida kumarketerwa business renyu handiti?         Nhasi akuchema Sharon makukanda two lines dzetwumaposrs netag mo

3 4 5 6 7