News

May 19, 2023

Rufaro Mukadzi Wa Jahprayzer Akaita Zvekutamba Murume Anoenda Na Feli Nandi

Rufaro ukaita zvekutamba murume anoenda na Feli nandi.Sisi ivava vanovhura hombe hausikuvaziva..p pamwe murume wako akatopihwa 1 round after video ravo riye.

May 19, 2023

Iwe Mecky Fake Friend Kutora Mai Mazowe Picture Vanedzihwa Rakadongorera Munhino Zvakaoma Zveshamwari Izvi

Iwe Mecky uri fake friend kutorana selfie naMai Mazowe uchiziva hako kuti vane dzihwa rakadongorera mumhino 😂😂😂😂, uchingoti wig ine closure yakawunduka. Mai Mazoe makatadza kunzwa kuti mune visitor yapoya kubva mumhino menyu here? Muchinyanya mukadzi mukuru asingaise daquo pasi.

May 19, 2023

Kana Ndimiwo Maida Ngoni Mhofu Aite Sei Chipo Trouble Causer Is Slowly Replacing Tyra

Kana ndimiwo maida kuti Mhofu vaiteseiwo pakadai 🔥🔥. Chipo is slowly replacing Madam Boss parunako chero mukazviramba henyu.

May 19, 2023

Chipo Trouble Kufanana Na Tyra And Kufitana Na Fan Madamboss Manager Mukadzi Wake Aripiko

Kokufanana namadam boss Chipo the trouble causer nafan vakafitana iye mkadzi wababa ava aripiko.

May 19, 2023

Joey Nyikadzino Onzi Mbuya Iyi Inoda Zvekutrender Asi Zvirikuramba Vanongohakira Saka Vakazombotukwa NaMaitt

Mbuya iyi inoda zveku trender asi zvikuramba vanongohakira ndosaka vakashaiswa chimiro na Mura pavakatukwa kunzi matako pano nekwa Mutoko.hakira too much kuda kudiwa nemunhu wese .tyra akamugona akamusvipa.

May 19, 2023

Hanzi Garai Matenga Cabbage Kettina Haasisina Mazuva Muporofita Orosi Odaro

Garai matenga macabbage nehuni.Hausisina mazuva kettina even muporofita muhombe Oros akaona rufu rwako last year.Kettina imbonoshandirwa why vanhu vese asisade kutamba newe .cookie team ireland apana anokuda.amai vako havana hembe asi.waitenga hufrend kuna felie uchmutengera majackets asi mai vako chaivo vane jacket 1 randongoona vakapfeka mu salon.Urikufunga kut ukataura chiranga mapenzi uchatrender here pano togona kuku blue ticker ukaswera wapengerereka kupage kwako ikoko.

May 19, 2023

Maitt Ungati Ndi House Girl Wa Olinda Hanzi Vanhu Vekuroad Havaendeswe Kumba Na Oc

Chikitsi ungati ndihousegirl waOlinda.Hameno zvaingori so picture iyi.😎😎Chitsvinyo manyama😂😂😂apo kwaibvigwa Katsi. But OC kutsvinya anombozama zvake🤦a thunderous clapback after Katsi yadenha ichiti OC hauna dhenhi svinu , when I came to the UK wakaramba kuti ndiuye kudhenhi kwako ukati let's meet kurestaurant , waitonyara nepadhenhi pako, The Cat did a live and a half about kurambirwa kuzoonera OC kudhenhi kwake, a few hours later, OC kwakupindura neicho😂😂😂😂 just those two lines🙅

May 19, 2023

Holyten Music Tell Us Mujaha What Was The DNA For Makafanana Nekanwana Kako Senge Mabuns Ekwa Lobels Xhengeta Mwana Not Kuomera Haunyare

Veduweeeee help me understand what was the DNA for 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 because Samanyanga varipachena kaaaa ava

May 17, 2023

Ndozvinopa Maitt Kuba Mari Dzevanhu Kuhire Mota 700usd Every Week Mukadzi Haafungi Uyu Kokungotenga Yako

Ndo zvazomupa kuba mazimari evanhu ugati ku renta motor$700 per week plus imba ano renter what kind of selbrent are you asina chake basa rekuraramira kuita seunazvo iwe usina kufuga kwako kushoma zvinho zvakupinza mumandaka life yaurikurarama yakaoma ndoinodzi kwakumukwaguMai tt ma700usd awuri kuhire mota for only one week waidiiko kuunganidza yese wotenga yako ende wandigumbura zvekuti,kubva nhasi ndinzwe uchiti mai maketeni ishamwari yako hanzi havakudi vanotokunyeya pawakasungisa chihera ndivo vakatonomuburitsa ipapo wakagona hako memo hauna hutsinye👏

28 29 30 31 32