News

November 15, 2023

Butterfly Mushure Mekunge Anzi Haageze Kunzwira Mvura Ojamuka Majaira Mafake Vano Bleacher

Uyu Buterfly hameno zvaangori haanzwiri mvura.She is beautiful and haana kuisa filter other wise atori better pane amwe mapic atinoona akaiswa filter zvekusvika pakuti munhu anoshaiwa mabvi nekufirita           Majaira ka mafake enyu ana Tyra, nanaMura and all your fake celebs makati ndicho chirungu. Butterfly is the original of everything you all are tying to do, trying to be or trying to achieve, ndiye private school wacho the original salala.             Havana kutanga kubatira chirungu pa facebook kuti ndione, akazvarwa mazviri. Makati filter nekubleacher ndiko kugeza. She is in a league of her own. Ndivo vaye vaiverengerwa ma bed time stories kuma80s.

November 15, 2023

Gift Siziva Adzingwa Zvajare Ku CCC Nelson Chamisa Party Hapasisina Vanhu Vese Vabviswa

Vari kuzviti ndivo vakafanobata chigaro chemunyori mukuru weCCC, VaSengezo Tshabangu,           vadzinga zvakare dzimwe nhengo dzeParamende gumi nenhatu dzinosanganisira             VaGift Siziva naVaAmos Chibaya, pamwe nedzimwe nhengo shanu dzedare reSeneti. Izvi zviri kuitika kunyange hazvo dare reHigh Court rapa mutongo unomisa kudzingwa kwenhengo dzebato iri.

November 15, 2023

Peter Dhewa Moyo Hucelebrity Hwaramba Kufamba Achituka Vanhu Mucomment Section

Saka Peter ndiye aibvigwa here paya painzi vana vangu handidi navo.         Peter Dhewa Moyo Responds Pakanzi vana not mwana , asi radio yekumba kwenyu inochinja maWords here nhai munhu waMwari.......

November 15, 2023

Olinda Chapel Onzi Sarudzo Dzavarume Haana Hake Kungoganza Chete Zvakaoma

Hakanawo hubaba hwakati tsvikiti aka, kungopfeka masutu netugirazi otorwa ma Pic that's all, chero imo mumabhedhuru I wonder kuti mune chinobuda here vari weak wo ava😂😂😂.           Vanotongeka 🙌Worinda sarudzo dzevarume vanoendera Naya haana, hameno kuti anotudii tumipigimu utwu           My guy my guy Ba nandi varikulooker fwesh and havachapfeka Ringi which means he is very much available. Ma cos kuchando vacant iyo gegege.

November 15, 2023

Nyika Yakutyisa Imi Tatenda Zimbabwean Lady In SouthAfrica Ocheka Cheka Boyfriend Oisa Mapiece Musuitcase

Tatenda sure kuuraya boyfriend yako kuisa mu suitcase,kutotora liver yake ne nhengo🍆 kuzvidya           ,nenyaya yekuti akunyima mari chete after kuita bonde 😭😭😭Zvivindi             zvikuhodheswepi nhaimi ini kana kuuraya huku ndinotya dai Mwari vatibatsira

November 15, 2023

Tatelicious Oti Maitt Ngavadzikame Kubuda MujeribNe Dzungu Maproject Awandisa Pamunhu 1 Chasara Kutovhura Jeri Rake

I think Mbuya Murata vodeyedza kutsuura vatsuurazve🤣🤣🤣   I'm imagining voice ragogo Murata         " Nhai Mai Tanatswa mwanangu , wadiii wambozorora , rakashekesheke “( she burst in tongues) 🤣🤣🤣🤣🤣           Anogona kutovhura Jeri rake Felistas because mmmmmm   Many projects pa munhu 1🤣🤣🤣🤣🤣Gore rino 😂😂😂😂😂         Asi munhu ukapinda mujeri ukazobuda brain dzinenge dzave PA FAST FORWARD 😂😂😂😂😂           Haana kuita bira nezuro uno kuma shwedaz , now akuda kuita bhaisikopo😂😂😂😂   Anopavhura Nhepfenyuro sooooon😂

November 15, 2023

Samaz Opopota Kupenga Nekunyepa Kwa Maitt Kwawedzera Munhu Kubuda Mujeri Avekutoti Ndakuita Movie Usapa Vanhu Pressure

😂😂😂😂😂😂😂are you ready for a movie . Production is underway . Ma zimbo mune ma jokes . Two days after jere makutoburitsa movie. Call me a hater but munozviwanza kuda kutipa pressure isina basa .           I think her level of crazy has multiplied since she got out. We need to brace ourselves for the impact.One day in Jail is a trauma my sister and let her tell her own story.         I spent two years inside and its my dream to write a book of my story and How God played a big role in my life till my release wen all charges got dropped.         Its not an easy thing to be separated from your family.I think her level of crazy has multiplied since she got out. We

November 15, 2023

Mwana Wasabhuku Kupusa Matigimu Opembera Mahara Achifunga Arikutaura Na Jahprayzer Iro Riri Ghost Ochema

Matigimu wofarira ghost achifunga kuti ndimurefu😂🤣🤣🤣           maiwe kaniiii ndazviona ndikaseka ndega kuti matigimu ati ndapinda kudairwa najar praiser             Anopenga wamunoti matigimu uyu akuda kuita rough n kuda ku posta maitt kut vanhu vamupe ma likes

November 04, 2023

Olinda Chapel Oudza Ketina Dofo Haugone Kutuka Mapurisa Nechirungu Wakadii Kutii Mugodhoyi

Zvinyadzi zvaramba kubuda kaa nechirungu         10+ years in Ireland but munhu achine accent ye kuBuhera plus chi character cheku Highfiridzi         Pachirungu I salute Sabina , simba chikanza na Olinda vane ma British accent        Chirungu cha kettina na Chris gango chairoUnoda aiwanepi British accent iye ari mukaranga mukwane imi mu nadzo accent dzechi British

November 04, 2023

Olinda Chapel Oudza Ketina Dofo Haugone Kutuka Mapurisa Nechirungu Wakadii Kutii Mugodhoyi

Zvinyadzi zvaramba kubuda kaa nechirungu         10+ years in Ireland but munhu achine accent ye kuBuhera plus chi character cheku Highfiridzi         Pachirungu I salute Sabina , simba chikanza na Olinda vane ma British accent        Chirungu cha kettina na Chris gango chairoUnoda aiwanepi British accent iye ari mukaranga mukwane imi mu nadzo accent dzechi British

1 2 3 4 5