News

May 21, 2023

Musikana Akafanana Na Swagger Ngochani Obatana Na Peter Dhewa Moyo Toti Hedu Hapana Kwazviri Kuenda

Mwanangu chirega kubatana nababa avo...vanodisa vakadzi purasi havagoni kuimba😴😴Varume vemagitare havagari nevakadzi bvunza Mai Keketso,Orinda naMai Titi vakazvizama kaviri😥😥

May 21, 2023

Firita Ne Reality Musapihwe Pressure Nababa Ava Vanonzi Wasu Murune Ane Ndebvu Zvechingochani Bodo

.Firita vs Yeke mode 😂😂😂😂😂 Musapihwe pressure nababa vanonzi Wasu ava, iyo pikicha yechi 2 ndizvo zvaari muriwu life nematama anendebvu dzinoveurwa everyday na6am .

May 21, 2023

Uk People Show After Show Why Mabvisa Maitt Pama Events

Yah UK mune Mari dzenyu show after Show ko kamuchacha abviswa pa list inga Anonogara kupi akauya kwaRose nekwa tete hakuchayendeka.By now Gilbert anofanirwa akatomusiya .chikiti che WiFiZvekuti ini ndinopenga ndonzi mai tt vanhu vaakuzviziva vaakudawo zvimwe

May 21, 2023

Jah Master Mait Your Wife Ngaakudzidzisewo Chirungu Not Kusweero Ita Photoshoot Wakazonyadzisa Kuuk Wakungoti Did Dis Nox Guni Akapinda Busy

Amai T dzidzisai baT chirungu nekupfeka zvakanaka sure ndakavanyarira kuUK wakungoti diss diss Nox akazopinda busy nekutambidzwa mic 🤣🤣🤣🤣🤣👂🏃🏃

May 21, 2023

Maitt Sezvo Vafamba Mbiri Yekuba Vonzi Kasi Pane Wavabiira Chikwana Kushow Yavanga Vari Kuita Mbiri Tekuba Uri Celebrity Ma1

Icho chewhite chiri kutidongorera apo chiiko asi pane abirwa chikwama chikavigwa ipapo oro zijindadzi rebra🙆🤣🤣🤣ZvaMai Tt ikiya kiya chaiyo manje mukore uno munhu anozviti ndiye aneyese ungasungirire mazihanisi ewhite mukati my ehembe yeblack ? 🤥apa zibody ziguru bodice idiki 🤣🤣🤣iyapo kunenge kuchinzi ndakavulaya mucheno🙄Apo ruoko serwuchabva nekukwiridzira chidhirezi kuvhara zibhuraa🙄Go Mura Go💪

May 19, 2023

Joey Nyikadzino Onzi Mbuya Iyi Inoda Zvekutrender Asi Zvirikuramba Vanongohakira Saka Vakazombotukwa NaMaitt

Mbuya iyi inoda zveku trender asi zvikuramba vanongohakira ndosaka vakashaiswa chimiro na Mura pavakatukwa kunzi matako pano nekwa Mutoko.hakira too much kuda kudiwa nemunhu wese .tyra akamugona akamusvipa.

May 19, 2023

Hanzi Garai Matenga Cabbage Kettina Haasisina Mazuva Muporofita Orosi Odaro

Garai matenga macabbage nehuni.Hausisina mazuva kettina even muporofita muhombe Oros akaona rufu rwako last year.Kettina imbonoshandirwa why vanhu vese asisade kutamba newe .cookie team ireland apana anokuda.amai vako havana hembe asi.waitenga hufrend kuna felie uchmutengera majackets asi mai vako chaivo vane jacket 1 randongoona vakapfeka mu salon.Urikufunga kut ukataura chiranga mapenzi uchatrender here pano togona kuku blue ticker ukaswera wapengerereka kupage kwako ikoko.

May 19, 2023

Maitt Ungati Ndi House Girl Wa Olinda Hanzi Vanhu Vekuroad Havaendeswe Kumba Na Oc

Chikitsi ungati ndihousegirl waOlinda.Hameno zvaingori so picture iyi.😎😎Chitsvinyo manyama😂😂😂apo kwaibvigwa Katsi. But OC kutsvinya anombozama zvake🤦a thunderous clapback after Katsi yadenha ichiti OC hauna dhenhi svinu , when I came to the UK wakaramba kuti ndiuye kudhenhi kwako ukati let's meet kurestaurant , waitonyara nepadhenhi pako, The Cat did a live and a half about kurambirwa kuzoonera OC kudhenhi kwake, a few hours later, OC kwakupindura neicho😂😂😂😂 just those two lines🙅

May 19, 2023

Tete Tilda Kumabvuku Vanga Vachingodaidzira Haiwa One Munhu Anorira Patown Munodhuva Pakuzonyepa Nekutenga Vanhu For Dzimwe Nyaya Seyematafi Iyi Hakuna Zvakadaro

Kumabvuku uko itai order tete munangwarira munobirwa apo haa nhasi ndazobvuma kuti tete tilder icelebrity povo yanga ichingodeedzera mama tilder vane rasta chorema chimkadzi ichi asi nhaimi zvipoko ko hapana ati awana pic yamoms vakonzeresa matya kumwana

27 28 29 30 31